Kwayedza
Mhinduro dzesvondo rapera:
Pedzisa tsumo idzi:Tsapata rukukwe, hazvienzane nekurara pasi.
Chembere mukadzi hazvienzane nekurara mugota.
Gengezha mukombe, hazvienzane nekunwira mudemhe.
Atswinya arwa, hazvienzane neapfira mate.
Apunyaira, haashaye misodzi.
* * *
Svondo rino:
Sadzisa tsumo dzine chekuita nekunonoka idzi:
Chinono chinengwe . . . rakadya richifamba.
Mandikurumidze akazvara . . .
Kumhanya hakusi . . .
Chimedza matoo akazodzipwa neganda . . .
Machimbidza kumedza, . . . muchada.
* * *
Mhinduro svondo rinouya.
. Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007