Vanobhinya vopika jeri kwemakore 15

05 Dec, 2022 - 17:12 0 Views
Vanobhinya vopika jeri kwemakore 15 Cde Ziyambi Ziyambi

Kwayedza

PREMIUM

Lincoln Towindo naTanyaradzwa Rusike

VANHU vachabatwa nemhosva yechibharo kana kushungurudza vana munguva pfupi iri kutevera vachatongerwa kugara mujeri kwemakore 15 pasi pemutemo unorwisa kuparwa kwemhosva uri kuvandudzwa zvichitevera kuwanda kwemhosva dzemhando iyi munyika.

Magwaro anotaura nezvehuwandu hwevapari vemhosva dzepabonde ari kutariswa zvekare.

Dare reCabinet rakatenderana pamusoro pekuvandudzwa kwemutemo weCriminal Law (Codification and Reform) Act kuti upe zvirango zvakaomarara kune vanoita zvemhirizhonga yepabonde.

Vanobata chibharo vachatongerwa kugara mujeri kweupenyu hwose kana kuti “chero nguva chaiyo yekugara mujeri isiri pasi pemakore 15.”

subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>