Kwayedza
MUDZIMAI wemushakabvu Zex Manatsa, Stella Manatsa ashaya.
Ange ava nemakore 68 ekuberekwa.
Rufu rwaStella rwauya mushure mekunge abva mukuviga murume wake Zex uyo akashaya mwedzi minomwe yadarika.
Stella asiya vana vatanhatu nevazukuru 14.