Blogs

9 years ago | May 29, 2015

Vana tiri kuvaendesepi?

VECHIDIKI vangagunun’una kuti nhuna dzavo hadzisi kunzwikwa neHurumende, asi kana tikanzvera dzimwe dzenyaya dzine ...

Ndinodawo murume ini

MAKASIMBA here tete? Ini ndiri mukadzi ane makore 26 ekuzvarwa. Dambudziko rangu nderekuti ndaroorwa kanokwana kuita ...

9 years ago | May 22, 2015

Munhu munhu haavigwe ari mupenyu

CHISHONA kutapira – dapura hunanzva chairo! Sahwira wangu musi uno akataura nyaya yainzwisa tsitsi, nyaya iri maererano ...

Ndava kutyira vana

MAKADII tete? Ini ndiri mukadzi ane makore 42 ekuzvarwa, ndine murume nevana vashanu. Dambudziko rangu nderekuti ...

Oau yakadhiritsa dhiri ravapambepfumi

MWEDZI wokupembedza dunhu reAfrica unozadziswa musi wa25 May apo vanhu veAfrica vanenge vachicheredza makore 52 ...

Ndiri mukadzi ane makore 39 ndinoshanda muHurumende . . .

MAKADII? Ndiri mukadzi ane makore 39 ndinoshanda muHurumende uye ndine vana 4. Ndinotsvagawo murume anoda zvekuvaka ...

9 years ago | May 15, 2015

Mabasa aDr Manyame anoda kupembedzwa

KANA pasvika panyaya dzokufambisa mashoko muvanhu, bazi reutano nderimwe remapazi atingapa mukombe nekuti kunyange ...

Ndoramba ndakanyarara here?

MAKASIMBA here tete? Ini ndiri murume ane makore 52 ekuberekwa, ndakaroora uye ndine vana vashanu. Dambudziko rangu ...

Africa: Kumhanya handi kusvika

CHINA manenji (mashura) hachifambisi. Chinonanaira kusvika chasvika panzvimbo. Zvimwe chete neAfrica nesuwo tiri ...

Ini ndiri musikana ane makore 21 ndinotsvagawo murume ane makore 25

NDINOKUTENDAI veKwayedza ndakazomuwana wandaida saka vose vachiri kufona pa0778 002 994 chiregai henyu. **** ...

9 years ago | May 8, 2015

. . . ndakawana murume wandaitsvaga chaiye ane rudo rwakanyanya

INI ndinofara zvikuru ndakawana murume wandaitsvaga chaiye ane rudo rwakanyanya. Ndinotenda veKwayedza saka vose vachiri ...

Africa fungisisai nezvendufu dzavanhu muMediterranean

KWASARA masvondo maviri kuti Africa ipembererere kuzvarwa kwesangano reOrginasation of African Unity (OAU) musi wa25 May 1963.

Panozvarwa voumambo, pane mutsindo

RUKUVHUTE harwusati rwadonha. Pari pachivanhu chedu anenge asati ave kuonekwa nomunhu wese wese. Kana muchipatara chaimo ...

Ndowanepi mushonga weraki?

MAKADIIKO tete? Ini ndiri mukomana ane makore 28 ekuzvarwa, amai vangu vakafa uye baba handivazive. Ndakarerwa mumusha

9 years ago | April 23, 2015

Tishamwaridzane

NDAKAMUWANA wandaida, makaita basa veKwayedza nechirongwa cheTishamwaridzane. Ndakatoroorwa saka vose vachiri kufona ...

Kuti handina kugadzirwa ini?

MAKASIMBA here tete? Ndiri murume ane makore 44 ekuberekwa. Ndine mukadzi nevana vashanu. Ndinogara kuimba yedu muguta ...

Handa haisvinure nezuva rimwe

AFRICA, makazvimbirwa, makatsamwa! Vamwe muzere nouturu. Vamwe mune mweya wokutsividza, kwoitawo vamwe vari kuti, ...

Machipisa yapisa-pisa

Kurarama nehutachiona na Catherine Murombedzi SANGANO reNational AIDS Council rakazivisa kuti kwaMachipisa kuHighfield ...

Hekani muroro

naDyke Matambo CHANGA chiuya chinenge mukaka Indodyiwa nevasina meno

GRADE 7: Bvunzo: Gara wakagadzirira

Ticha Danga NEMHAKA yekuti nguva tichiri nayo ngatiishandise zvine mwero kwete kuti tozozviona zvasvika nekuti hapana ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey