Ngoma Nehosho

4 years ago | February 21, 2020

Musanganiswa wenhetembo nemhanzi

NYANDURI ane mukurumbira Takudzwa Chikepe anoti ari kuvhenganisa mhanzi nenhetembo izvo zviri kubatsira zvikuru kuti ...

‘Musatambise mukana’

VAKOMANA vechidiki vari kusimukira mumusambo weSungura vari zvizvarwa zvekuChipinge vakabura dambarefu ravo rekutanga ...

4 years ago | February 14, 2020

‘Vechidiki rongerai remangwana’

MUIMBI wenziyo dzechitendero Fetchton “Fetch the Soul Winner” Nenguwo anoti zvakakosha kuti vechidiki varongere ...

Mhanzi ngaisimudzire nyika: Phiri

PATIENCE Phiri anove muimbi wemusambo weMbaqanga anoti mhanzi inofanirwa kushandiswa sechombo chikuru chekukurudzira ...

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu — uyo anova chizvarwa chemuZimbabwe ane mukurumbira mumusambo ...

4 years ago | February 7, 2020

Studio yeSungura yemahara yakavhurwa

MUIMBI weSungura Jonathan Siastumuzira — uyo vazhinji vanoziva saMadzibaba Gina kana kuti Mr Chinhoyi — akavhura studio ...

‘Mhanzi ngaipe dzidziso yakanaka’

UMALI Jawad muimbi wemusambo wePansula, Traditional neSungura anoti mhanzi yakakosha zvikuru muraramo yevanhu nekudaro ...

4 years ago | January 31, 2020

Gringo achiri kurwara

Abel Ndooka SHASHA yemadhirama anosetsa zvikuru Lazarus ‘’Gringo’’ Boora achiri kusimbirwa nemuviri wake uye svondo rino ...

Tishamwaridzane

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwaridzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona ...

Zvikanganwa hama zvinonaka

NYAMA yezvikanganwahama inonaka zvikuru sezvo zvisina mafuta akanyanya. Svondo rino VaSimson Lukasi vekuBindura vanotipa ...

‘Mavhidhiyo, mhanzi ngazvive hochekoche’

Abel Ndooka SHASHA yekubika mavhidhiyo emimhanzi – Anyway Mukumanhenga – anoti mavhidhiyo aya anobatsira ...

Fembera Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambi uyu – uyo akaita mukurumbira munyaya dzemadhirama makore adarika ...

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

4 years ago | January 24, 2020

‘Vanhurume zvibatei’

Muchaneta Chimuka MUIMBI ari kusimukira mumusambo weSungura, Dennis Nyakudya (33) wekuDomboshava anoti vanhurume ...

Muimbi akapona mutsaona 3

Abel Ndooka Tichaona Tasara akawanirwa nyasha muhupenyu hwake uye anorumbidza Mwari zvikuru zvichitevera kupona ...

4 years ago | January 17, 2020

Zviri mumhuri: Phil Zulu

Abel Ndooka MUIMBI weAfro-fusion, Phil Zulu, uyo anove dangwe reshasha yemusambo weMarabhi — Kireni Zulu — akaparura ...

4 years ago | January 10, 2020

Majeke azviita zvakare

Muchaneta Chimuka NYANZVI mumusambo weSungura, Herbert Majeke (34), akabura dambarefu idzva rinonzi “Zivai Nhumbi” iro ...

‘Mhanzi ngaishandure hupenyu hwevanhu’

Abel Ndooka MUIMBI wenziyo dzechitendero Tafadzwa Patience Chiminya — uyo vazhinji vanoziva saMai Zimi —  anoti mhanzi ...

4 years ago | January 7, 2020

Kapfupi otorwa mufananidzo

Shasha yemadhirama zvekare ari muimbi, Freddy “Kapfupi” Manjalima anotorwa mufananidzo aine mumwe wevanomufarira uyo ...

4 years ago | January 3, 2020

Mafirimu haana ‘chibhanzi’: Mazenge

Abel Ndooka SHASHA yekuekita mumafirimu, Talent Mazenge, anoti madzimai vari muindasitiri iyi pamwe neyemadhirama ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey