NHAU DZEMUNO

5 years ago | November 16, 2018

Musaregedze maarv: who

Muchaneta Chimuka SANGANO rinoona nezveutano pasi rose, reWorld Health Organisation (WHO), rinoti pari zvino hakusati ...

Homework yemwana yeShona yandibvuraudza

  naIgnatius Mabasa UNOZVIZIVA here kuti unogona kufuridza zvibharuma zvemutauro usingambotya kuti zvinogona ...

Ipai Hurumende mukana

MATANHO ari kutorwa neHurumende yaPresident Mnangagwa mukugadzirisa zvimhingamipinyi zvakatarisana nenyika munyaya ...

5 years ago | November 9, 2018

Zimpapers Cancer Walk yakabudirira

Muchaneta Chimuka AKANGE ari makuwerere nomusi weMugovera wadarika apo kambani yeZimpapers yakabatana nesangano reIsland ...

Zvidhoma zvovaita ‘party’

Kingstone Mapupu IMWE mhuri yekwaMurehwa inoti yaoneswa ndondo nezvidhoma, mapere, katsi nenyoka izvo zvavanoti zvinoita ...

Dhuma-dhuma nemhondi

‘Ndakachekeresa vanhu 3’, ‘Mukoma, girlfriend yangu’ Kingstone Mapupu NYAYA yemurume wechidiki akaponda vanhu vatatu ...

Mwana akatsakatika nemari

Kingstone Mapupu MHURI inogara mumusha weNketa, kuBulawayo, iri kushushikana nekuda kwemwanakomana wavo uyo wavasiri ...

‘Wedu akabviswa ziso, rurimi nematumbu’

Kingstone Mapupu MAI Annah Mutondoro (65) – avo vanova amai vaClarah Mupandawana – vanoti vakange vasina ...

Apa wapinda, uye une zvinhu zvako!

naIgnatius Mabasa NDIANI akakudzidzisa kuti chinhu chakanaka chakanaka? Chii chatinoona mumunhu akanaka? Kutsvuka here? ...

HIV: Vanhu musavharwe

ZIMBABWE imwe yenyika dzemuAfrica nepasi rose dziri pamusoro panyaya yekurwisa kupararira kweutachiona hweHIV neAIDS.

Kuti uve mwene wemudziyo

Tariro Muzenda MIDZIYO yakadai sedzimba nemasitendi edzimba inoshandiswa zvikuru sezvinhu zvekuti munhu ange aine ...

5 years ago | November 8, 2018

– zviwanikwa zvezimbabwe –

naJuliet Sharon Tom Shona:                  BOPAMUPANI Ndebele:             Indlondlo English: Green mamba NYOKA inonzi ...

6 years ago | November 2, 2018

Madzimai 66000 akabvisa mimba

Muchaneta Chimuka MIMBA dzinodarika 66 000 dzinonzi dzakabviswa zvisiri pamutemo nemadzimai nevasikana munyika yose ...

‘Uyu akadyiswa, izungairwa, fuza’

Kingstone Mapupu NYAYA yemurume wekuMbare, muHarare – wekunyeperwa nemudzimai wake kwechipo chegore rose kuti mwana wavo ...

Masaga 13 azere nyama musango

Kingstone Mapupu MBAVHA nhatu idzo dzakaba mombe ndokudziuraya, nyama yacho ndokupakira mumasaga 13 ema50kgs kwaChivero, ...

Orarama nekusona shangu

Kingstone Mapupu SHIRIKADZI yemumusha weGlen View 8, muHarare, iri kuraramisa mhuri nekusona shangu dzevakuru nevadiki ...

Zimpapers yorwisa gomarara

Muchaneta Chimuka KAMBANI huru mune zvenhau munyika muno, yeZimpapers, neMugovera uno ichaita chirongwa chekufamba ...

Musoro wemunhu woitwa ‘bhora’

Kingstone Mapupu MUNYAYA isati yanyatsonzwisisika, pane vana vekumapurazi akagariswa vanhu patsva kwaRoy, kuMasvingo, ...

Musakare mari zvakadaro

SVONDO rapera Hurumende yakavandudza mutemo unotendera makambani nevamwewo vanhu vane mari yekunze kuti vakwanise ...

Kana usisatye zvinotyisa, newewo wave kutyisa

naIgnatius Mabasa NGATITI uri kufamba zvako uchitarisa kuti munda wako wenzungu wakasakurika zvakanaka here. Uchifamba ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey