NHAU DZEMUNO

6 years ago | March 30, 2018

Mapurisa ari kuferefeta baba vekubhinya vana

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) vanoti vachiri kuferefeta nyaya yemurume wemuHarare ari ...

Varume ava imbwa here kana kuti inyoka?

naIgnatius Mabasa HANDISI Mwari, asi ndiri mwana waMwari. Ndinofunga kuti kana munhu wave muKristu, pane zvinobuda ...

‘Munhu haadyiwe zvekumhanya’

Kingstone Mapupu NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti nyama yemunhu haingodyiwa nhando uye kana muroyi akaidya asina kupihwa ...

6 years ago | March 23, 2018

Kuti zvifambe . . .mambo akatenga chitunha chemunhu

Kingstone Mapupu MURUME wekwaMambo Mangwende, kwaMurehwa — uyo anozviti muroyi wemandiriri — svondo rapera akawanikwa ...

mwari anonditi shandisa mishonga: muporofita…‘Apa ...

Kingstone Mapupu MUPOROFITA wekuMadziva, kudunhu reMashonaland Central, anoti ari kushandisa mishonga yechivanhu kurapa ...

vasikana vodhakiswa, vozobhinywa

Muchaneta Chimuka SANGANO reCoalition of Zimbabwe riri kuita mabasa ekurwisa nyaya dzekumbunyikidzwa kwevanasikana ...

Kasvava kakabiwa ‘nemuenzi’

Kingstone Mapupu naRon Zvawada MHURI inobva kwaNyashanu, kuBuhera, asi ichigara kuEpworth, muHarare, yakasara izere ...

Akatyorwa hudyu imba yadhirika

Muchaneta Chimuka MURUME wekwaSeke anoti akapona neburi retsono apo akatyoka hudyu zvichitevera kudhirikirwa kwaakaitwa ...

President vofumura matsotsi

Tandayi Motsi PRESIDENT Mnangagwa svondo rino vakazivisa mazita emakambani nevanhu vakazvimirira avo vasina kudzosa mari ...

Ndakakinditswa nevaroyi: N’anga

Kingstone Mapupu N’ANGA inozivikanwa nezita rekuti Sekuru Booster inoti yakapotsa yafa apo yakatungwa nenyanga yemuroyi ...

Akabhinya vana vake 2

Kingstone Mapupu MURUME wemuHarare ari kunzi akabata chibharo vanasikana vake vaviri — ane makore 6 neane makore 11 ...

MAONERO EDU: Hohwa – Ko kuhuregera?

MUNGUVA ino yemwaka weZhizha hohwa huri kubuda hwakawanda kunzvimbo zhinji dzenyika nekuda kwemvura iri kunaya.

Varoyi varutse nyama yevanhu yavakadya

MUMWE murume akanga akashatiriswa nehuwori hunonhuhwa kuti pfuu hwaiitika munguva yake. Akati awana mukana wekutaura, ...

6 years ago | March 20, 2018

‘Mwana wangu zimbavha remakoko’

Lizzy Mushoriwa BABA vekuti vaoneswa ndondo nekugara vachibirwa zvinhu zvinosanganisira DVD nemwanakomana wavo, ...

6 years ago | March 16, 2018

Chembere yakaedzerwa kumakuva

Kingstone Mapupu naAdrian Mawurukira CHEMBERE ine makore 80 okuberekwa yekwaMangwende, kwaMurehwa  –  iyo iri ...

MAPOROFITA, N’ANGA NENYOKA . . . ‘Variko vanokanda nyoka mudzimba’

Kingstone Mapupu “ABATWA akamonera nyoka muchiuno!”, “Mumba mavo mawanikwa zinyoka nekamba”, “Nyoka yake ndiyo yapedza ...

Chitunha chakadyiwa chichiri mumba . . . Vakadzi vaviri vari kubvuma

Munyaradzi Musiiwa VAGARI vemubhuku raNdangara, kwaChireya, kuGokwe, vakasara vasina neremuromo svondo rapera apo ...

Ndakakanganisa: Madzibaba. . . kupengesa mwana wangu

Abel Ndooka MUPOROFITA wekwaMurehwa — wekumbobuda muKwayedza achiti mbiri yake ndeye hupombwe uhwo hunomuita kuti ...

Sabhuku wekushinha Nemuroora otongwa

Kingstone Mapupu TEZVARA wekwaNyamweda, kuMhondoro, wekunzi akabatikidzwa achishinha nemuroora wake musango remapuranga ...

Ndini ndinobika: Murume rovha

Gamuchirai Muzanenhamu MURUME wekuendeswa kudare nemudzimai wake achinzi anomushaisa rugare akashamisika nedanho iri ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>