Munyori weKwayedza VAMWE vaverengi vanoti muporofita wekuti akaenda kudenga kaviri akaita musangano naMwari mbune ...
Kingstone Mapupu VANHU vaiva parufu kwaMusami, mudunhu reMurehwa, vakapotsa vadzvamuka kutiza apo chitunha chemurume ...
Kingstone Mapupu N’ANGA yekwaKaterere, kuNyanga North, mudunhu reManicaland, iri kubuda pachena kuti ndiyo inopa vanhu ...
Kingstone Mapupu VATORI venhau veKwayedza svondo rapera vakapona neburi retsono vari kuRwenya, kuNyamapanda, mudunhu ...
Kingstone Mapupu ZVIDHOMA kana kuti zvikwambo zvinonzi zvine mutengo uri pamusoro chaizvo uyo unogona kutangira pa$250 ...
Muchaneta Chimuka CHIRONGWA cheHurumende icho chakananga kuvandudza upfumi hwenyika chinobudirira chete kana pakava ...
Muchaneta Chimuka CHIREMBA wezvechivanhu wekuChiredzi, Sekuru Jonathan Shonhiwa Mupamombe, vanoti mombe ikabereka mhuru ...
VAZUKURU nhasi handisi kupindura mubvunzo, asi ndinotaura nenyaya yekungonhonga zvinhu zvakaita semari, mbatya, midziyo ...
Muchaneta Chimuka NYAYA yemukadzi mukuru uye wekumiswa mudare reChitungwiza Magistrates’ Courts nguva yadarika ...
MUDZIMU tugu pamuporofita mbira nehosha zvamunakira! Hapana mamwe matsananguriro anodarika aya sezvo izvi zviri izvo ...
VAMWE vechikuru, kusanganisira madzimambo, vekuGokwe vari kutsutsumwa nekuda kwevamwe vagari veko vane tsika yekubata ...
MAMWE maporofita ari kushora zvikuru muporofita wekuti akaenda kudenga kaviri akaita musangano naMwari uyo ari kuti ...
KUBVA pasichigare, vanhukadzi vechikuru vechiTonga, kudunhu reBinga, kuMatebeleland North, vanoputa fodya inosanganiswa ...
MUKADZI uye wekuChitungwiza wekunzi akapisa muvakidzani wake zvakaipisisa nebota raikwata achimupomera kuita makuhwa ave ...
MUDZIMAI uye wekuChitungwiza — wekuita gumbo mumba, gumbo kunze asi iye akaroorwa —ndokuzvisikira moto muziso sezvo ...
PRESIDENT Mugabe nemudzimai wavo First Lady Amai Grace Mugabe vaine gurukota reutano nekurerwa kwevana, Dr David ...
VAVERENGI vakawanda vari kuenderera mberi nekupa pfungwa dzavo pamusoro pemuporofita weimwe chechi iri muHarare uyo ...
Tafadzwa Mutsotso MUKADZI wekunzi ari kuita chinamira pamurume waakarambana naye akamiswa mudare redzimhosva achipomerwa ...
Amager Mufema MUDZIMAI wekuti akanangwa huroyi nemuramu wake achinzi akaisira vana vake muchetura muzvekudya akazokwidza ...
Amager Mufema MURUME wekurambwa nemukadzi uyo ari kudzidzira kuve mukoti ari kupomerwa kupinda mumba yaanogara ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey