NHAU DZEMUNO

8 years ago | August 12, 2016

‘Kunditi pfambi here ini?’

Tafadzwa Mutsotso MUKADZI wekuti anogara achizvambaradzwa nemurume wake achipomerwa nyaya dzechipfambi izvo zvakaita ...

Akazvambura tete

MUZUKURU wekuzvambaradza tete vake mushure mekunge vaedza kumuyananisa apo ainetsana nemukadzi wake akaigochera pautsi ...

8 years ago | August 5, 2016

Horomba yegudo ‘mutown’…Rakasiya rapunza mahwindo

Asi zvisinei, kurohwa nekusungwa netambo kwakazoitwa gudo iri neveruzhinji kunosuwisa zvikuru. Chiitiko ichi chakasiya ...

Chitunha chakaputiswa bute…Inhema idzo, vakandivenga: ...

VANHU vaiva parufu kwaMutoko vakaona manenji apo chitunha chavainge vakaunganira chakaputiswa fodya yebute chisati chavigwa.

‘Mwari vari kuuya muZim’

MUPOROFITA uye wekuti akaenda kudenga kaviri apo anoti akanoita musangano naMwari mbune, mushure ndokuzogadzwa kuva ...

Vogadzira masofa kuNorton

VAGARI vemuNorton nevamwe vari munzvimbo dzakapoteredza dhorobha iri havasisina dambudziko rekuenda kunotenga midziyo ...

Mapepanhau matsva eZimpapers

ZIMPAPERS Group, kambani huru yadzo dzose mune zvenhau muZimbabwe, yave nemamwe mapepanhau matsva maviri anodaidzwa ...

‘Madungwe tikwanire, wava kupenga’

VAVERENGI vakawanda veKwayedza vari kutumira mashoko vachishora zvikuru muporofita weimwe chechi iri muHarare uyo anoti ...

Kwete zvibaba nezvimhamha

CHANDINODIRA Mwari ndechekuti havana musi wavakamboti, “Vana vangu mawandisa, handichakwanisa kuda vamwe vana pamusoro ...

8 years ago | July 29, 2016

Muzvinabhizimisi Tasa hari izere Ropa yapunzwa

Aiisa mifananidzo yehama muhari MURUME wemuHarare anonzi akafa zvisina tsarukano mushure mekunge hari yake yainge izere ...

Akagocherwa makuhwa

MUKADZI wechidiki wekuChitungwiza ari kuyuwira nemaronda mushure mekupiswa nebota raikwata nemuvakidzani wake uyo ...

Muporofita wekunoona ‘Mwari’ oshoropodzwa

‘Ngaaongororwe njere’ ‘Mubatsirei nekukasika’ VAVERENGI vakawanda vari kutumira mashoko vachishora zvikuru muporofita ...

Tundazi: Gomo rinodiwa nemaporofita nen’anga

Gomo reTundazi, iro riri pedyo nenzvimbo yemabhizimisi yeSiabuwa, rinonzi rinoshanyirwa nemaporofita nen’anga dzinobva ...

Zvikoro zvekuManicaland zvotendw

Rumbidzo iyi yakaitwa nemusi weChishanu svondo rapera kwaMutare negurukota reHurumende rinomirira dunhu reManicaland, ...

‘Vechidiki vambai mabasa’

APO vamwe vanhu vari kungodemba kuti mabasa ari kunetsa, vamwe vechidiki vari kuvamba mabhizimisi ayo ari kusimukira uye ...

Shanje dzamusiya panguva yakaoma

SHANJE dzakaparira mudzimai wemubhuku raKuora, kwaSeke, uyo akatemerwa chirango chekunofondoka zvisina mubhadharo nedare ...

Mutupo

Zenda simbirori Maita Zenda,

Kana zvamubata . . .Anopinda mumba nepachisuvi

MUZUKURU akabira ambuya vake $800 apo akapinda mumba nepamusoro pemba mushure mekunge abvisa marata maviri. Collins ...

MAONERO EDU

SVONDO rapera takaburitsa nyaya yemumwe muporofita wemuHarare, uyo anoti akaenda kudenga kaviri ndokunoita musangano ...

Vana, zvikoro vakakumba mibairo

Malven Mugadzikwa CHAMANGWIZA wekambani ine mukurumbira mukubika nekutengesa chingwa, yeBaker’s Inn, VaNgoni Mazango, ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey