CHISHONA CHAKANAKA

06 Apr, 2018 - 00:04 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected] kana [email protected]. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * *

MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

Mavara akakanyaniswa aya anovaka mazwi anoreva chinhu. Uchishandisa rubatsiro rwemazwi anotsanangura akapihwa, ronga mavara akakanyaniswa kuti areve chinhu.

  1. argaw – munhu anotya zvikuru (gwara)
  2. astmi – munhu asinganzwe zvachose (matsi)
  3. ndhunu – musha wemago (nhundu)
  4. food – munhu asingagone muchikoro (dofo)
  5. uyomir – anokuvadza vanhu vakarara nemishonga (muroyi)

* * *

ZVAKABVA KUVANA:

Irene Soko, Ayrshire Primary School, Banket – 1. gwara; 2. matsi;3. ndunhu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Tiffany Mauru, Masvingo Primary School – 1. gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Samantha Njinga, Grade 6, Tamuka Primary School – Rine manyanga hariputirwe.

* * *

Mildret, Murehwa – 1. muzukuru; 2. dohwe; 3. rusero; 4. mutswi; 5. hombarume.

* * *

Onias Nyamadzavo, Dorowa – 1. gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Samantha Njinga, Grade 6, Tamuka Primary School – 1 muzukuru; 2. dohwe; 3. rusero; 4. mutswi; 5. hombarume.

* * *

Simbarashe Murapa, Southlea Park 1 – 1 . gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Tatenda Mtambalika, Beatrice High kuBeatrice – 1. gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Makaza Judith, Mashonjowa Primary School – 1. Gwara; 2. Matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Shalom Munhenga, Chiveso Primary School, Manhenga, Bindura – 1. gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Agness Chirambare, Stoneridge Park, Harare – 1 gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Leeh Gwevere – 1. gwara; 2. matsi; 3. dhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Simbarashe Murapa, Southlea Park 1 – 1 gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

  1. Sibanda, Mhondoro-Ngezi – 1. gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Blessed Anderson, 7 Orange, Beledere Primary School – 1 gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Blessing Masocha, Grade 7 Kariba Heights Primary School, Kariba – 1 gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Blessing Chitsinde, Chopamba Village – 1 gwara; 2. matsi; 3.  ? ; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Yvnne Munyikwa – Tariro Academy, Hopley – 1 gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Amos Fadzamusha, Ascot Ext, Gweru – 1. gwara; 2. matsi; 3. nundhu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Takemore Temba, Mt Darwin, Tsakare – 1. gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Anotidaishe Musendekwa, Grade 6, St Joseph’s Maburutse Primary School, Buhera – 1 gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Tapgwanashe M. Bango, Grade 5, Mabika Primary School, Murehwa – 1. wara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Nyasha Kandoro, Dangarendove

 

School, Mhondoro – 1. Gwara; 2. Matsi; 3. Nhundu; 4. Dofo;  5. Muroyi.

* * *

Tawanda Chitare, Dangamvura, Mutare – 1. gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. mofo; 5. muroyi.

* * *

Deonalee – 1. gwara; 2. matsi;  3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

0775 792 194 – 1. muzukuru; 2. dohwe; 3. rusero; 4. mutswi; 5. hombarume.

* * *

Butisi paDomboshava – Zviro zviedzwa.

* * *

Caleb Bumhira, Kuwadzana 5 – 1. gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 3. dofo; 5. muroyi.

* * *

Yvonne Jamakanga, Rukanda Primary School – 1. gwara; 2. matsi; 3. ndunhu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Dylan Marimo, Musvaire Primary, Mutoko – 1. muzukuru; 2. dohwe; 3. rusero; 4. mutswi; 5. hombarume.

* * *

0779 449 921 – 1. chigamba; 2. nyevhe; 3. matindindi; 4. hora;  5. dore.

* * *

Jossie Nyamundanda, DC, Mutasa – 1. muzukuru; 2. dohwe; 3. rusero; 4. mutswi; 5. hombarume.

* * *

0712 874 600 – 1. muzukuru; 2. dohwe; 3. rusero.

* * *

0713 788 550 – 1. gwara; 2. matsi; 3. nhundu;  dofo; 5. muroyi.

* * *

Sithandazile Zh Xul – 1. gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Desire Nyambudzi – 1. muzukuru; 2. dohwe; 3. rusero; 4. mutswi; 5. hombarume.

* * *

ZVEKUITA SVONDO RINO:

Ndechipi chinowanzokonzera zvinotevera paganda remunhu?

  1. Maparapadzwa (mvura, tumiti, hutsi)
  2. Mharuparu (kuenda kuchigayo, kudya maputi, kushaya mafuta)
  3. Mhezi (huroyi, hunye, hudzi)
  4. Mamhororodzi (tsotso, mvura, hutsi)
  5. Shena (guruva, mvura, mubvumbi)

* * *

Mhinduro svondo rinouya.

Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Share This:

Sponsored Links