CHISHONA CHAKANAKA

17 May, 2019 - 00:05 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected]  kana [email protected]. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * *

MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

  1. Mombe hadzi iri nhema isingabereke inonzi chii? (mhanje/mhanji/mhandye)
  2. Mwana weshiri asati onyatsogona kubhururuka anonzi chii? (nyana/ny’ana/bwipwi)
  3. Musha usisagarwe uye wave kuparara unonzi chii? (dongo)
  4. Sadza risina kunyatsonzwa moto zvekusaibva rinonzi chii? (mbodza)
  5. Kurutivi rwenyika kunovira nezuva kunonzi kui? (kumadokero)

* * *

ZVAKABVA KUVAVERENGI:

Angel Magwera, Southlands Park – 1. tsvingu; 2. nyana; 3. dongo; 4. mbodza; 5. madokero

* * *

0772 410 573 – 1. ramba; 2. nyan’a; 3. dongo; 4. mbozha; 5. madokero

* * *

0772 410 573 – chidembo.

* * *

Tawanda Chitare, Boka, Dangamvura, Mutare – 1. ramba; 2. nyana; 3. dongo; 4. mbodza; 5. kumadokero

* * *

Tawanda Chtaz, Dangamvura – Kunhuhwa sechidembo.

* * *

Livingstone Ruswa, Mutare – Kunhuhwa sechidembo.

* * *

Liana Mushapaidze, Budiriro 2 Primary School – Kunhuwa sechidembo.

* * *

Kudzai Mambo, Grade 6, Epworth School – 1. njeni; 2. nyana; 3. matongo; 4. mbozha; 5. kumawirira

* * *

Kudzai Mambo, Grade 6, Epworth School – 1. Njeni, Kunhuwa sekadembo.

* * *

Jimmy Pensula, Mabvuku Tafara – chidembo.

* * *

Minimela Katerere – Kure kwemeso nzeve dzinonzwa.

* * *

Mitchell Tom, Mainway Waterfalls – 1. mhandara; 2. jaya; 3. tsikombi; 4, pfunda; 5. nherera

* * *

Lawrence Tom, Mainway Waterfalls – chidembo.

* * *

Mitchell Tom, Mainway Waterfalls – 1. tsiru; 2. nyana; 3. dongo; 4. mbodza; 5. madokero

* * *

Last Mponda, Waterfalls, Hre – Kunhuwa sechidembo.

* * *

0777 642 422 – Kumadokero/kumavirira.

* * *

Godhelp Maurukha, Village 30, Bikita – sechidembo.

* * *

ZVEKUITA:

Tipe izwi rinoreva zvakafanana nerakapihwa.

  1. fere –
  2. serima –
  3. tonha –
  4. chiredzo –
  5. chipiyaniso –

* * *

Onai mhinduro svondo rinouya.

. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>