CHISHONA CHAKANAKA

20 Dec, 2019 - 00:12 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected] kana [email protected]. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.
* * *
MHINDURO DZESVONDO RAPERA:
Sarudza mazwi ekupedzisa mitsara inotevera kubva pane ari pazasi:
mapfihwa, chimbuzi, pfuko, mbezo, chiro

1. Hari yemahewu inonzi . . . (pfuko)
2. Pamoto, poto inogara pa . . . (mapfihwa)
3. Nzvimbo inogara kana kurara makudo inonzi . . . (chiro)
4. Imba inoitirwa tsvina inonzi . . . (chimbuzi)
5. Migoti nemipinyi zvinovezwa ne. . . (mbezo)
* * *
ZVAKABVA KUVAVERENGI:
Doctor Pendane, Gadzema Kandege, Chegutu – 1. pfuko; 2. mapfihwa; 3. chiro; 4. chimbudzi; 5. mbezo.
* * *
Doctor Pendane, Gadzema Kandege, Chegutu – Kununa zvinoreva kuibva zvakapfurikidza uye zvine mafuta akawanda.
* * *
Isheanesu Mpofu Nyashanu, Marumbe, Nyarupakwe, Tongwe, Gokwe – 1. pfuko; 2. mapfihwa; 3. chiro; 4. chimbuzi; 5. mbezo.
* * *
Takudzwa Watinaye, DLS, 6 Blue – 1. pfuko; 2. mapfihwa; 3. chiro; 4. chimbuzi; 5. mbezo.
* * *
Taurai Mataga, East View Park – 1. pfuko; 2. mapfihwa; 3. chiro; 4. chimbuzi; 5. mbezo.
* * *
Kinman Kamtonazi, Chi-town – Kunyiminya/kutsvukira.
* * *
Tebitha Charamba, Nerutanga, Buhera, 0782 216 069 – 1. pfuko; 2. mapfihwa; 3. chiro; 4. chimbuzi; 5. mbezo;
* * *
Tatenda Mukwe, Grade 4, Masvingo – 1. pfuko; 2. mapfihwa; 3. chiro; 4. chimbuzi; 5. mbezo.
* * *
Rabson Ketera, Masvingo – 1. pfuko; 2. mapfihwa; 3. chiro; 4. chimbuzi; 5. mbezo.
* * *
David Chakadenga, Grade 4A, Mugabe Primary School, PO Box 621, Murewa – 1. pfuko; 2. mapfiwa; 3. chiro; 4. chimbudzi; 5. mbezo.
* * *
0715 910 919 – 1. pfuko; 2. mapfihwa; 3. chiro; 4. chimbuzi; 5. mbezo.
* * *
Savious Torima, Grade 3, Rupiri Primary, Masvingo – 1. pfuko; 2. mapfihwa; 3. chiro; 4. chimbuzi; 5. mbezo.
* * *
Sheilla Mazarura, Grade 3, Nyapfunde Primary School, Mudzi – 1. pfuko; 2. mapfihwa; 3. chiro; 4. chimbuzi; 5. mbezo.
* * *
Providence Tembo, Ijapo Primary School, Chegutu – 1. pfuko; 2. mapfihwa; 3. chiro; 4. chimbuzi; 5. mbezo.
* * *
0774 401 843 – Kununa zvinoreva kutsvukirira.
* * *
0771 680 967 – 1. pfuko; 2. mapfihwa; 3. chiro; 4. chimbuzi; 5. mbezo.
* * *
ZVEKUITA:
Tipe vana vemhuka idzi:
1. Mwana wehuku anonzi . . .
2. Mwana wemombe isina nyanga anonzi . . .
3. Mwana wenjiva anonzi . . .
4. Mwana wenyati anonzi . . .
5. Mwana wegarwe anonzi . . .
* * *
Onai mhinduro svondo rinouya.
. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links