ChiShona chakanaka

03 Jan, 2020 - 00:01 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected] kana [email protected] .

Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * *

MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

Tipe mazwi anopesana neaya:

  1. Kwira – dzika/buruka
  2. Vhura – vhara/pfiga
  3. Sunga – sungunura/sunungura
  4. Batidza – dzima
  5. Simudza – gadzika

* * *

ZVAKABVA KUVAVERENGI:

Pfachapfacha Claudia, Karoi – 1. nhiyo; 2. mhuru; 3. nyana; 4. mhuru; 5. ganyamatope

* * *

Maphios Gombngwe – 1. nhiyo; 2. mhuru; 3. nyana; 4. mhuru; 5. garwana

* * *

Knowledge Mapesu, Kuredza, Kadoma, 0772 737 123 – 1. nhiyo; 2. mhuru; 3. nyana; 4. mhuru; 5. ganyamatope

* * *

Knowledge Mapesu, Kadoma, Rimuka – Chinono chinegwe bere rakadya richifamba.

* * *

Kina paChitungwiza – Zvakaibva.

* * *

Mutero Tariro, 2836 Ascot Infill – 1. dzika; 2. vhara; 3. sungunura; 4. dzima; 5. gadzika

* * *

Nhamo, Zengeza – 1. dzika; 2. vhara; 3. sunungura; 4. dzima; 5. dzikisa.

* * *

Pfachapfacha Claudia, Karoi, 0783 132 018 – Zvaibva.

* * *

0782 364 132 – Izwi rinopesana nokuti zvimbishi ndizvakaibva.

* * *

A.C.K, Harare – 1. kwira – dzika; 2. vhura – vhara; 3. sunga – tsunhura; 4. batidza – dzima; 5. simudza – dzikisa

* * *

Tynoe Nziramasanga, Harare – 1. dzika; 2. vhara; 3. sunungura; 4. dzima; 5. dzikisa

* * *

ZVEKUITA:

Tipe mazwi anopesana neaya:

  1. mona –
  2. kotsira –
  3. buruka –
  4. bhururuka –
  5. guru –

* * *

Onai mhinduro svondo rinouya.

Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links