CHISHONA CHAKANAKA

03 Mar, 2020 - 12:03 0 Views

Kwayedza

Vana vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke.

Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected] kana [email protected]

Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro                               chako.

* * *

MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

1. Mvura inobuda muziso inonzi chii? – musodzi/misodzi

2. Mvura inobuda mumuviri kana munhu achishanda inonzi chii? – ziya/dikita

3. Mvura inowanikwa pahuswa mangwanani inonzi chii? – dova/veta

4. Mvura yakaita semukaka une ruomba inobuda pamota kana paronda inonzi chii? – urwa/hurwa

5. Mvura inobviswa mumukaka wakakora inonzi chii? – mutuvi

ZVAKABVA KUVAVERENGI:

Adam Chidziva, Muchapondwa Primary School, Bindura – 1. besu; 2. mapapiro; 3. dendere; 4. hairege; 5. husiku

* * *

VaPfachapfacha Claudia, Karoi – dota.

* * *

VaPfachapfacha Claudia, Karoi – 1. misodzi; 2. dikita; 3. dova; 4. urwa; 5. mutuvi

* * *

Nomatter Foleme, Kambarami Primary School, Grade 7 – 1. musodzi; 2. dikita; 3. dova; 4. hurwa; 5. mutuvi.

* * *

Mai Wintrish Marufu Muchineyi, Ngundu, Buhera – dota.

* * *

Takudzwa Nongwe, Kuwadzana No 5 Primary School, Harare – 1. musodzi; 2. dikita; 3. dova; 4. hurwa; 5. mutuvi.

* * *

Darlington Kapurura, Bungwe Primary School, Rushinga – 1. misodzi; 2. dikita; 3. dova; 4. hurwa; 5. mutuvi.

* * *

0775 369 638 – 1. musodzi; 2. dikita; 3. dova; 4. hurwa; 5. mutuvi.

* * *

Tinotenda Dambaza, Form 3, Kwayedza High School, Highfield, Harare – 1. musodzi; 2. dikita/ziya; 3. dowa; 4. hurwa; 5. mutuwi.

* * *

Tinotenda Dambaza, Form 3, Kwayedza High School Highfield, Harare – madota.

* * *

Theodora – 1. musodzi; 2. dikita; 3. dova; 4. hurwa; 5. mutuvi.

* * *

Pauline Muringayi, Warren Park 4 Primary School – 1. musodzi; 2. dikita; 3. dova; 4. hurwa; 5. mutuvi.

* * *

Knowledge Soko, Bluerock Mine, Chegutu – 1. musodzi; 2. dikita; 3. dova; 4. hurwa; 5. mutuvi.

* * *

Benson Kavima, DZ 3 – dota.

* * *

Barbra Gwanzura – 1. musodzi; 2. ziya; 3. dova; 4. hurwa; 5. mutuwi.

* * *

E. M. Mwaromba, Biriiri, Chimanimani – 1. misodzi; 2. dikita/chifundi; 3. beto/dowa; 4. hurwa; 5. mutuwi/mutuvi.

* * *

Knowledge Soko, Bluerock Mine, Chegutu – dota.

* * *

Abigirl Santhe, 7 Red kuDomboshava Molife Primary School – 1. Ziya; 2. mhute.

* * *

Reckon Gwambuya – dota.

* * *

0773 187 389 – madota.

* * *

Brenda Kambumba, Umuzi, Glendale – dota/rota.

* * *

0773 494 582 – dota/rota.

* * *

Charity Foya, Chipinge – madota.

* * *

Deviney Tandire Sithole Grade 5, Emthonjeni Primary School – 1. misodzi; 2. ziya; 3. dova; 4. urwa; 5. mutuvi.

* * *

Savious Torima, Grade 3, Rupiri Primary, Masvingo – 1. Musodzi; 2. ziya; 3. dova; 4. urwa; 5. mutuvi.

* * *

Savious Torima, Grade 3, Rupiri Primary, Masvingo – madota.

* * *

BaWimbie Onismas Marufu, Muchineyi, Ngundu, Buhera – dota.

* * *

Tanatswa Mamhungo, Mkoba 4 Primary, Gweru – 1. misodzi; 2. dikita; 3. dova; 4. urwa; 5. mutuvi.

* * *

Believemore Chengeta, Masvingo – 1. musodzi; 2. ziya; 3. dova; 4. vugwa; 5. mutuvi.

* * *

Maxwell Mutenga – 1. musodzi; 2. dikita; 3. dova; 4. hurwa; 5. musizva.

* * *

Onismas Marufu Muchineyi, Ngundu, Buhera – 1. misodzi; 2. ziya; 3. dova; 4. urwa; 5. mutuvi.

* * *

Maxwell Mutenga – dota.

* * *

0782 928 172 – madota.

* * *

Tinashe Meza, Oriel Boys School, Chisipite – 1. misodzi; 2. dikita; 3. dova; 4. urwa/hurwa; 5. mutuvi.

* * *

0718 441 600 – madota.

* * *

Believemore Chengeta, Masvingo, 0785 663 407 – mbambuni.

* * *

Gamuchirai Patience Foya – 1. musodzi; 2. dikita; 3. dova; 4. mutuwi.

* * *

0787 721 518 – dota.

* * *

Memody Tanyongana, Hopley, Harare – idota.

* * *

Wayne Vambe, Parirewa High School, Domboshava – dota.

* * *

Macaulay Tizwi, Grade 4 Blue, Avonlea Primary – 1. misodzi; 2. dikita; 3. dova; 4. hurwa; 5. mutuvi.

* * *

Wayne Vambe, Parirewa High School, Domboshava – 1. misodzi; 2. ziya; 3. dova; 4. hurwa; 5. mutuvi.

* * *

0775 702 109 – madota.

* * *

0777 683 171 – dota.

* * *

ZVEKUITA:

Sarudza izwi rakakodzera

1. . . . sadza

A) geza B) mona C) ridza D) rara

2. . . . munda

A) tura B) pepeta C) sakura D) rasa

3. . . . mudziva

A) pepeta B) turika C) kuchidzira D) wira

4. Tungidza . . .

A) ndiro B) rokwe C) mutariro D) mwenje

5. Pingudza . . .

A) mutuvi B) hembe C) mombe d) chitsanana

* * *

Onai mhinduro svondo rinouya.

. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links