CHISHONA CHAKANAKA

20 Mar, 2020 - 00:03 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected]  kana [email protected] Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

Sarudza izwi rakakodzera

1. Fura . . . (B) dzihwa

2. Fura . . . (C) sora

3. Futidza . . . (D) moto

4. Pomhodza . . . (C) svutugadzike

5. Petenura . . . (A) tambo

* * *

ZVAKABVA KUVAVERENGI:

VaPfachapfacha Claudia, Karoi – kufura.

* * *

VaPfachapfacha Claudia, Karoi – 1. dzihwa; 2. sora; 3. moto; 4. svutugadzike; 5. tambo.

* * *

Perfect Muringayi, Warren Park D – kufura sora.

* * *

Rinos Zharengi,155A Waterfals, Harare, DDF, 0774 720 251 – 1. B dzihwa; 2. C sora; 3. D moto; 4. C svutugadzike; 5. A tambo.

* * *

Sithole, Bawa Primary School – 1. dzihwa; 2. bhuku; 3. moto; 4. svutugadzike; 5. tambo;

* * *

Lincoln Mawere, Grade 6, Tendayi Primary School – 1. dziwa; 2. sora; 3. moto; 4. svutugadzike; 5. tambo.

* * *

Tafadzwa Ziweya, Apex Primary, Waterfalls – 1. dzihwa; 2. sora; 3. moto; 4. svutugadzike; 5. tambo

* * *

0772 410 573 – 1. dzihwa; 2. Sora; 3. moto; 4. svutugadzike; 3. tambo

* * *

Kupa John, Grade 2, Manyene (Holly Cross) Primary School, Chivhu – 1. dzihwa; 2 .sora; 3. moto; 4. svutugadzike; 5. tambo.

* * *

Maxwell Mutenga – 1. dziva; 2. sora; 3. moto; 4. svutugatsike; 5. tambo.

* * *

0773 393 458 – 1. B 2. C 3. D4. C 5. A

* * *

0782 074 746 – kufura.

* * *

Maxwell Mutenga – kufura.

* * *

Wayne Vambe, Parirewa High School, Domboshava – 1. dzihwa; 2. sora; 3. moto; 4. svutugadzike; 5. tambo

* * *

David Chakadenga, Mugabe Primary School, PO Box 621, Murewa – Kunonzi kufura huswa.

* * *

Mavis Mazvombe, Kuwadzana 5 – kufura.

* * *

Wayne Vambe, Parirewa High School, Domboshava – kufura.

* * *

Mavis Mazvombe – 1. B2. C 3. D 4. C 5. A

* * *

Ashley Rapanganwa, St Joseph’s Rusape, Form 2 – 1. dzihwa; 1. sora; 2. moto; 3. svutugadzike; 4. tambo.

* * *

0775 464 046 – kufura.

* * *

Barbra Karisa St, Judes Primary, School, Chikwaka, Goromonzi – 1. dzihwa; 2. sora; 3. moto; 4. svutugadzike; 5. tambo.

* * *

E. M Mwaromba, Biriiri, Chimanimani – 1. dzihwa; 2. sora; 3. moto; 4. svutugadzike; 5. tambo

* * *

Abigirl Santhe, 7 Red, Molife Primary School, Domboshava – 1. futidza moto; 2. pomhodza svutugadzike.

* * *

0786 768 835 – 1. musodzi; 2. ziya; 3. dova; 4. urwa; 5. mutuvi.

* * *

Fadzai Chaora, 3 Orange, Kuwadzana 6 Primary, Harare – 1. fura dzihwa; 2. fura sora; 3. futidza moto; 4. pomhodza svutugadzike; 5. petenura.

* * *

Tinotenda Moyo, Grade 4, Shabanie Mine Primary School, Zvishavane – 1. dzihwa; 2. sora; 3. moto; 4. svutugadzike; 5. tambo

* * *

Fadzai Chaora, 3 Orange, Kuwadzana 6 Primary School, Harare – Kufura ndiko kudyiwa kunoita huswa nemombe kana dzimwe mhuka.

* * *

Tapiwa Dutiro, West View, Glendale – Kudya huswa kunoitwa nemombe kana mhuka kunonzi kufura.

* * *

Chamu Chamu – 1. dzihwa; 2. sora; 3. moto; 4. svutugadzike; 5. tambo

* * *

Shantel R. Botsa, Grade 5, Dungwiza Primary School, chitungwiza – Kudya huswa kunoitwa nemombe kana nemhuka dzimwe kunonzi kufura.

* * *

0771 806 530 – 1. dzihwa; 2. sora; 3. moto; 4. svutugadzike; 5. tambo

* * *

Blessed Maheya, Grade 7, Nyazura Adventist Primary – 1. dzihwa 2. sora 3. moto4. svutugadzike5. tambo

* * *

0785 334 135 – 1. dzihwa; 2. sora; 3. moto; 4. svutugadzike; 5. tambo.

* * *

0779 668 669 – 1. fura dzihwa; 2. fura sora; 3. futidza moto; 4. pomhodza svutugadzike; 5. petenura tambo

* * *

Macaulay Tizwi, Grade 4 Blue, Avonlea Primary – 1. B2. C3. D4. C5. A

* * *

ZVEKUITA:

Sarudza mazita akakodzera pane ari pazasi kupindura mibvunzo inotevera:

mugwaku, mbezo, badza, mugoti, demo

1. Unosakura sora mumunda ne. . .

2. Unoshandisa . . . pakutema huni.

3. Sadza rinobikwa ne. . .

4. . . . ndiwo unopakuriswa sadza.

5. Unoshandisa . . . kuveza.

* * *

Onai mhinduro svondo rinouya.

. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links