CHISHONA CHAKANAKA

27 Mar, 2020 - 00:03 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected]  kana [email protected] Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * *

MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

Sarudza mazita akakodzera pane ari pazasi kupindura mibvunzo inotevera:

mugwaku, mbezo, badza, mugoti, demo

  1. Unosakura sora mumunda ne. . . (badza)
  2. Unoshandisa . . . pakutema huni. (demo)
  3. Sadza rinobikwa ne. . . (mugoti)
  4. . . . ndiwo unopakuriswa sadza. (mugwaku)
  5. Unoshandisa . . . kuveza. (mbezo)

ZVAKABVA KUVAVERENGI:

Happson Kashiri, P1182 Chegutu – 1. dzihwa; 2. sora; 3. moto; 4. svutugadzike; 5. tambo

0785 188 978 – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

Kupakwashe Zakaliya, 7 Orange, David Livingstone Junior School, Harare – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

Gogo vaVimbai – Mhinduro ndeinoti kufura sora.

Mai Taku, Warren Park D – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

0773 884 593 – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5 mbezo.

155A Stoneridge Park, Waterfalls, Harare, 0774 720 251 – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

  1. Mambara – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

0777 694 176 – Hapana mukuyu unovinga shiri.

Ngonidzashe Phiri, Grade 5, Gaths Mine Primary School, Mashava – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

VaPfachapfacha Claudia, Karoi – Hapana mukuyu unovinga shiri.

VaPfachapfacha Claudia, Karoi – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. Mbezo.

Nhamo Marengereke, Chi-town, 0719 040 868 – Hapana mukuyu unovinga shiri.

Darlington Kapurura, Bungwe Primary School, Rushinga –1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. rugwaku; 5. mbezo.

Lincoln Mawere, Grade 6, Tendayi Primary School, Mufakose – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

Malvin Kusosa, Mhondoro-Mubaira – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

Gabriel Chari paChanza Primary School, Mt Darwin – Hapana mukuyu unovinga shiri.

Abigail Dzenga, Mutoko kunorira pfene, Mubuja akakwana – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

Nothando Maposa, Grade 4, East View – 1. badza; 2 .demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

Gabriel Chari paChanza Primary School, Mt Darwin – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

Shantel R Botsa, Dungwiza Primary Shool, Chitungwiza – Hapana mukuyu unovinga shiri.

Shantel R Botsa, Grade 5, Dungwiza Primary School, Chitungwiza – 1. badza; 2.demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

Fadzai Chaora, 3 Orange, Kuwadzana 6 Primary School, Harare – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

Kupa John, Grade 2, Manyene Holly Cross Primary School, Chivhu – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

Maxwell Mutenga – 1. Badza;2. demo;3. mugoti;4. mugwaku;5. mbezo.

Mai Wayne, Ngundu, Buhera – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

0771 802 031 – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. ?

Gracious M, Mutare – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

0774 536 494 – 1. Badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

Onismas Marufu Muchineyi baWimbie, Ngundu, Buhera – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

0715 923 751 – Hapana mukuyu unovinga shiri.

0715 923 751 – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

David Chakadenga, Grade 5A, Uzumba – Mugabe Primary School PO Box 621, Murewa – Hapana mukuyu unovinga shiri.

0779 646 904 – Uswa hwenyati ndohuri mudumbu huri pamuromo inofa nahwo, gadziriso pamhinduro yesvondo rapera.

0788 305 885 – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

Theobald Mukodzani, Bindura – Hapana mukuyu unovinga shiri.

0772 561 018 – Hapana mukuyu unovinga shiri.

Nelta Vambe, Parirewa Primary School, Domboshava – Hapana mukuyu unovinga shiri.

0783 820 126 – Hapana mukuyu unovinga shiri.

Wayne Vambe, Parirewa High, School – 1. badza; 2 demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

0712 958 293 – 1. badza;  2. demo; 3. mugoti; 4. mupakura; 5. mbezo.

Mucha Tinotenda, St Mary’s Primary – Hapana mukuyu unovinga shiri.

Roselyn Mawire Rutanhira, High School, Wedza, kuNjanja – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

Wellington Munyoro, Grade 7, Tichakunda Primary School – Hakuna mukuyu unovinga shiri.

Taurai Mataga – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

0771 429 974 – 1. dzihwa; 2. sora; 3. moto; 4. svutugadzike; 5. tambo.

Mazvita Siyamonga, 7 North Mt St Mary’s Primary, Wedza – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

  1. M Mwaromba, Biriiri, Chimanimani – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

Munyaradzi Gova, Mutoko Primary School, Grade 6 – 1. badza; 2. demo; 3. mugoti; 4. mugwaku; 5. mbezo.

ZVEKUITA:

Sarudza izwi rakakodzera.

  1. Menya . . .
  2. A) ibwe B) ipwa C) sadza D) imbwa
  3. Pfira . . .
  4. A) misodzi B) muswe C) mate D) nyoka
  5. Kwidibira . . .
  6. A) muti B) hari C) zuva D) mombe
  7. Zvuva . . .
  8. A) gomo B) makata C) sanzu D) zuva
  9. Temura . . .
  10. A) mvura B) huni C) sadza d) mugoti

Onai mhinduro svondo rinouya.

. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links