Duramazwi

16 Dec, 2016 - 00:12 0 Views

Kwayedza

MAREYAMHURU— Uku kuchinjika kunoita mwana ari mudumbu ramai vake, zvinogona kukonzera njodzi. Mareyamhuru zvakare zvinogona kureva chipo chinopihwa nyamukuta anenge abatsira pakusununguka kwemudzimai, zvikuru kana pane zvanga zvichinetsa pabasa racho.ZIVA

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti muromo wegejo.
Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvaverengi:
Muromo wegejo — Frenanto Dollar Greya, Chemhondoro High, Murehwa.
Muromo wegejo — Elisha Marowa, Harare.
Muromo wegejo — Antony Bango.
Muromo wegejo — Mai Bomba, Epworth.
Muromo wegejo — Ashley Chikozho, Avonlea, Greencroft.
Muromo wegejo — Mugogo K.E.
Muromo wegejo – Tabarwa, Sharp Auto Parts, Mutare.
Muromo wegejo — H. Hwata.
Muromo wegejo — Brain Marera, Chi-town.
Muromo wegejo — Calisto G, Mutare.
Muromo wegejo — Collen Mashange.
Muromo wegejo — C. Gwata.
Muromo wegejo — Catherine Maopa, Kuwadzana Phase 3.
Muromo wegejo — Peter Jongwe, Mayambara, Chi-town.
Muromo wegejo — Rufaro Chivako, Kuwadzana, Harare.
Muromo wegejo — Chamela, Whitecliffe.
Muromo wegejo — Manu Bhosvo, Marondera.
Muromo wegejo — P.K. Chitungwiza.
Muromo wegejo — Dee Jay Ramon.
Muromo wegejo — Panganai Tome, Mutoko.
Muromo wegejo — Kimberly Matibhiri, Waterfalls.
Chikari — Chamunorwa, Shurugwi.
Muromo wegejo — Benard Chitauro, Chikwanha, Chitungwiza.
Muromo wegejo — N. Karikoga, Harare.
Muromo wegejo — A. Muzangaza.
Muromo wegejo — S. Muchereti, Eastview Park.
Mururo wegejo — Casper Mangwiro, Warren Park D.
Muromo wegejo — Doc Wiseman Bagu, Chitungwiza.
Muromo wegejo — S. Store, Harare.
Muromo wegejo — Kulez Madhora.
Muromo wegejo — Servie Jacob’s, Tafara.
Muromo wegejo — Brenda Ncube, Mutoko.
Muromo wegejo — Mai Lolo, Budiriro 5B.
Muromo wegejo — Misheck Chibande, Masasa, Buhera.
Muromo wegejo — Albertina Mai 2, Harare.
Muromo wegejo — Kumbirai Machingauta, Eastview Phase 1, Calidonia Township.
Muromo wegejo — Ambrose Muchenje, Jakata.
Muromo wegejo — Tarumbidzwa Kapfunde, Mutoko.
Muromo wegejo — Jackson Cosmas, Bindura.
Muromo wegejo — Hwihwo, Manyame.
Muromo — Talent Matongera.
Muromo wegejo — Praise Magomo, Ngaone Primary School, Chipinge.
Muromo wegejo— Mariagwarada, Mutoko.
* * *
Denga remba kana richinge ragadzirwa sezviri pamufananidzo, rinenge rave kuda kuiswa huswa kana marata. Kufukidzwa kwemba nehuswa kana marata kunonzi kuita sei?
* * *
Onai mhinduro svondo rinouya.
Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>