Fembera Fembera Tione!

22 Jan, 2016 - 00:01 0 Views
Fembera  Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu, uyo anove muimbi uye ari mutambi ari kubuda pavhidhiyo yemumwe muimbi iri kunetsa mazuva ano, ndiani.

Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti muzive kuti munhu uyu ndiani.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>