‘Kumachechi kune vari kuromba’

30 Nov, 2022 - 14:11 0 Views
‘Kumachechi kune vari kuromba’ Madzibaba Aaron

Kwayedza

PREMIUM

Kingstone Mapupu

MAPOROFITA nevamwe vakuru vemachechi vanonzi vave kuita katsika kekuzvisimbisa nekuromba nechinangwa chekuti vaiite mukurumbira uye kuti kumakereke kwavo kuzare nevanhu.

Kwayedza yakaita hurukuro nemamwe maporofita nevakuru vemachechi ikanzwa zvinokunda ngoma kurira.

Madzibaba Aaron, VaJustin Mukuba (45), vanobva kwaSadunhu Dzoro kwaMambo Bota kuZaka, kuMasvingo vanoti zvichitevera kuwanda kwaita maporofita, kune vamwe vava kuita zvekunoromba.

“Kunamata kwakangofanana nekudzidzira basa, munhu unokura nekunamata uyewo mweya hautsvagwe asi unouya woga wotanga kuita zvechiporofita. Zvino nguva ino kune vamwe vave kunotsvaga midzi yekuzvisimbisa muchinamato chavo,” vanodaro Madzibaba Aaron.

Muporofita wechechi yeJohane Masowe Nyenyedzi Nomwe yeNguwo Tsvuku uyu...

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links