TISHAMWARIDZANE

04 Mar, 2016 - 03:03 0 Views
TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.

MAKADII zvenyu veKwayedza? Ndinokumbirawo kuti vachiri kufona pa0779 813 491 vachiregera havo nekuti ndakazomuwana murume wandaida, ndakatororwa uye ndatove nemwana.

*****

Makadii veKwayedza? Ini ndiri mudzimai ane makore 22 nevana vaviri ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora ane vana vakewo ari pachokwadi. Anoda ngaandibate pa0718 071 735.

*****

Makadii vekwaedza? In ndiri mukomana ane makore 22 anonamata uye ari Hiv negative, ndinotsvagawo musikana ari zvandiri ane makore 18 kana 19. Atapirirwa neni ngaandibate pa0784 811 847.

*****

Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 38 nevana vaviri ndinotsvagawo mukadzi ane makore 25 aine mwana mumwe, kunyanya anoshanda basa remumba. Anoda ngaandibate pa0716 359 573.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 36, HIV positive uye handishandi ndinoita zvekurima. Ndinodawo murume ane makore 40 – 45. Kana pane andifarira anondibata pa0736 727 106.

*****

Ndiri kutsvakawo musikana wekuroora ane makore ari pasi pe20 asi kwete nzenza. Ndinogara kuKwekwe ndichibatika pa0734 659 013.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 27 ndinotsvakawo murume ari pachokwadi anoda zvekuroora. Handina mwana asi ndakamboroorwa, ndodawo ane mwana kana asina ane makore 28 kusvika 32. Nhare yangu 0774 466 742.

*****

Ndiri murume ane makore 32 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 21 kusvika 29 ane mwana mumwe chete kana vaviri ari mupfupi. Ngaave anoshandawo seni asi vanoita basa rekutengesa nemacross-border kwete. Nhare yangu 0779 333 299.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 27 nemwana 1 ndodawo murume ane makore 30-35 akazvipira kuongororwa ropa. Anoda ndibate pa0718 336 825.

*****

Makadii? Ndiri mukomana ane makore 23 ndotsvakawo musikana ari pachokwadi anotya mwari ari HIV negative asina basa nemari yangu ane makore 19 – 21. Vanoda ndibatei pa0776 551 773.

*****

Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 33 ndinotsvagawo mukadzi anoda zvemusha ane makore 20 kusvika pa28 asina mwana kana ane mumwe chete. Andifarira anondibata pa0774 599 279.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 34 nevana 3 ndinotsvakawo murume anoda zvekuroora ane makore 35 kusvika 40. Anoda nezvangu anondibata pa0783 308 564.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 31 nevana 2 ndinodawo murume ari pachokwadi anoda zvewanano. Andida ngaandibate pa0779 417 871.

Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 36, HIV negative uye ndinotsvagawo mukadzi wokuroora ane makore 20 kusvika 38. Anoda ngaandibate chero nguva pa0784 862 650.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 34 nevana 3 ndinotsvakawo murume anoda zvekuroora ari pachokwadi. Andifarira anondibata pa0783 308 564.

****

Ndiri mukadzi ane makore 46, ndinotsvaga murume wekushamwaridzana naye ane makore 48 kusvika 50. Ndiri HIV negative anoda ngaafone pa0773 278 384.

*****

Ndiri kutsvagawo mukadzi akanaka asina chirwere ane makore 30 zvichidzika. Ndine makore 31, ndinoshanda uye ndobatika pa0784 497 712.

*****

Ndiri mukomana ane makore 29, ndinonamata uye handina chirwere. Ndinoda musikana anoda zvemba zvechokwadi akavimbika anoda Mwari asina chirwere, kunyangwe akava nemwana mumwe ane makore 20 – 24. Nhare yangu 0736 730 646.

*****

Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 25, ndinotsvagawo musikana wekushamwaridzana naye ane makore 23 zvichidzika. Nhare yangu 0779 476 668.

*****

Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 41, ndinotsvagawo mukadzi ave kuda zvemba ane makore 30 kusvika 45 akavimbika. Anoda ngaafone pa0775 490 089.

*****

Ndiri mukomana ane makore 20 ndinotsvagawo musikana wekushamwaridzana naye ane makore 18 kusvika 20. Anoda nezvangu anondibata pa0718 479 029.

*****

Makadini zvenyu? Ndiri mudzimai ane makore 33 nevana vatatu, ndodawo murume anotya Mwari ane makore 35 kusvika 45 ari HIV positive. Vanondida ndibatei pa0783 248 373.

*****

Ini ndiri mukomana ane makore 25 ndinoda musikana anoda kuroorwa, akanaka mutsvuku uye mutete. Andifarira ngaandibate pa0784 468 525.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 36 nemwana mumwe chete, ndinotsvagawo murume ari HIV negative anoda zvekuroora ane makore 39 – 45 anonamata. Nhare yangu 0773 492 226.

*****

Makadii zvenyu? Ndiri mukomana ane makore 24 ekuberekwa ndiri kutsvaga musikana ane chokwadi nekuda kuroorwa neni. Ndinogara kwaBushu, nhare yangu 0733 602 373.

*****

Ndinokutendai veKwayedza, ndakamuwana murume wandaida saka vachiri kufona pa0775 983 765 chiregai.

*****

Ndiri murume ane makore 35 nemwana mumwe chete uye ndinotsvaga mukadzi ane makore 25 anoshanda, kunyanya muHurumende, nekuti ndinoshanda. Ndinobatika pa0773 428 049.

*****

Ndakambonyorera asi handisati ndawana wandiri kuda. Ndiri mukomana ane makore 30, ndonamata kumasowe uye ndinoda musikana ave kuda zvemba ane makore 18 – 25. Nhare yangu 0777 216 704.

*****

Ndiri murume ane makore 44 ekuberekwa. Ndinotsvaka mukadzi ane makore 26 zvichikwira akanaka asina chirwere seni uye anoshanda. Ngaave mugari wekuKariba kana kumwewo. Ini ndiri mugari wemuHarare, ndinobatika pa0713 774 333.

*****

Ndiri mukomana ane makore 24 ndinodawo musikana anoda zvekuroorwa ari pachokwadi ane makore 21 zvichidzika. Ngaave akanaka ane kamuviri katete kana ari pakati nepakati asiri pmushonga seni, anoda zvekunamata. Ndinoita basa remawoko, ndinobatika pa0783 189 208 asi vanoda zvekutamba kwete musafone zvenyu.

*****

Ndiri murume ane makore 30 nevana 2, HIV negative. Ndinodawo mukadzi ari pachokwadi anoda kuti titange musha. Ndibatei pa0738 536 129.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane ane makore 24 okuberekwa ndotsvagawo musikana ave kuda zvemba ane makore 18 kusvika 21. Anoda ngaandibate pa0784 571 940.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 30 nevana 4, ndotsvagawo murume anondiroora anodawo kuzotorwa ropa neni. Anondida anofona pa0778 145 825.

*****

Ndiri murume ane makore 38, ndinotsvaga mukadzi asingazvare ane makore 23 kugumira 30 anoda kuroorwa togara paruzevha. Fonai chero nguva pa0713 837 684.

*****

Makadiiko veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 21 nemwana 1, ndotsvakawo murume ane makore 22-30 anoda zvekuroora uye kunotorwa ropa. Ngaave anoshanda uye anogona kupa rudo rwakakwana. Nhare yangu 0783 013 172.

*****

Ini ndiri musikana ane makore 26 nemwana mumwe chete ndinotsvagawo murume. Ndakaberekwa ndiri HIV positive, nhare yangu 0774 672 815.

*****

Ndiri murume ane makore 33, HIV negative uye handisi pabasa. Ndinogara muHarare, ndotsvagawo mudzimai akanaka ane zvinhu zvake. Nhare yangu 0737 980 483.

*****

Makadini veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 39 nevana vaviri. Ndotsvakawo murume ane makore 40 zvichikwira, anotya Mwari uye anoda zvemba. Ndinobatika pa0778 223 235.

*****

lni ndiri murume ane makore makumi mana ndinotsvaga mukadzi wekuroora anoshanda kana anozvishandira. Ndinogara kuBulawayo uye ndiri HIV negative. Nhare yangu 0717 751 088.

*****

Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 30 ndinotsvagawo mudzimai wekuroora ari pachokwadi anove mudzidzisi. Vanoda ndibatei pa0784 630 446.

*****

Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvagawo musikana ane makore 18-19 ane mazirudo, anonamata uye asina chirwere seni. Andifarira ngaatumire sms pa0718 388 001.

*****

Ndiri murume ane makore 38. Ndotsvagawo mukadzi anoda zvemba ane makore 35 zvichidzika. Zvimwe tozotaura pa0776 143 987.

*****

Ndiri murume ane makore 29, ndinotsvagawo mudzimai ane makore 22 kusvika 27. Nhare yangu 0773 015 780.

*****

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>