ZIVA

30 Aug, 2019 - 00:08 0 Views

Kwayedza

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti daranganwa. Vamwe vangangoti dede.

Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi:

Dede – S. Store, 17649 K/5, Hre.

Mazino eharahwa – Given T Matimura, Domboramwari Primary.

Madede – Nyashadzamwari Kawere, Mutoko.

Dede – Courage Kamusha, Dzivarasekwa.

Muvende – Chief Muvengwa, Highfield, Harare.

Madede – Jairos Bingwani, Unity O, Seke, Chitungwiza, 0775 353 923.

Dede – Ephraim Alfero, Epworth.

Mhandire – Mai Lynx, Epworth.

Mavende – Stephen Mungate, Domboshava.

Mavende – F.Ngirazi Mungate, Domboshava.

Daranganwa – Grace Jongwe, Mutanda Primary School, Sakubva, Mutare.

Daranganwa – Elison Taruvinga, 8 Singamombe Street, Old Mabvuku, Harare.

Madede – Rodgers Magula, Greendale, Harare.

Dede – Mr Energizer, Dzivarasekwa 3.

Mudede – Elisha Murwisa, Luxury Store, Box 121 Mt Darwin.

Mhandire – Callington Mugwanda.

Mhandire – 0776 957 363.

Mhandire – Malver Waterfalls, Harare.

Mhandire – Tadiwa Chikohomero, Vengere, Rusape.

Mudaranganwa – Afunika Banda, Rydale Ridge Park, Harare, 0775 493 130.

Dzadza – Charspar Seng’s, Epaton Park.

Mataranganwa – Knowledge Soko, Bluerock Mine, Chegutu.

Chidede – R. Humbasha Soko Wafawanaka, Unit M, Seke, Chitungwiza.

Madaranganwa – Gerald Tafireyi.

Daranganwa – Rodrick Mambara, Marn Rodza, 23 Mkoba 13, Gweru.

Mhandire – Livingstone Ruswa, Mutare.

Nharanganwa – Martha T. Muyanga, Chinhoi.

Nharanganwa – Macyline T. Muyanga, Chinhoi.

Nharanganwa – Mcleen T. Muyanga, Chinhoi.

Nharanganwa – Malvyn T. Muyanga, Chinhoi.

Nharanganwa – Netsai Masawi, Chinhoi.

Daranganwa – Mark Kambuzuma, Glen Norah, Hre.

Daranganwa – Vanessa Sambani, Chikambi Village, Seke.

Madaranganwa – Mcdylan Zvarewa, Falcon Junior School.

Madaranganwa – Natalie Zvarewa, Falcon Junior School.

Madaranganwa – Macmillan Zvarewa, Makomo Extension, Epworth.

Madaranganwa – King Yellow, Munyuki, Epaz.

Nharangwa – Irvine Matsheza, Zaka, Jerera.

Mudede – Lucy Kamudyariwa, Madziwa T/ship, Bindura.

Daranganwa – Lind Ane Sithole, Domboramwari, Epworth.

Madede – Joyce Josiah, Blue Rock, Chegutu.

Daranganwa – Privy Takanyorwa.

Nharangwa – Janga, Zaka.

Daranganwa – Desmond Mupandawana, Kushingirira Sec School, Bikita.

Mavende – Baba Tina, Belvedere.

Madarangwa – Alfred and Mona, Domboshava.

Darangana – Goodman Zembe, Mexico Solutions High.

Madede – Wellington Tarembwa, Ruwa.

Daranganwa – Mabhena Special, Dora Dombo, Mutare.

Mhandire – Tafadzwa Ushe, 9 Normandy Alex Park, Belvedere, Harare.

Mudede – Tawanda Tichabaiwa, Chizhanje, Mabvuku.

Daranganwa – Mai Chikata, John 3, Odzi.

* * *

 

Kapuka aka kanowanzowanikwa munguva yekunaya kwemvura nepakukohwa. Vamwe vanokaita usavi. Kanonzi chii?

* * *

 

Onai mhinduro svondo rinouya.

. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links