ziva

01 Jul, 2016 - 00:07 0 Views

Kwayedza

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti rwenga, rwaenga kana kuti chaenga. Kare kusati kwave nepoto, hari dzaive nebasa guru rekubikira kudya, kutakurira nekuchengetera zvinhu zvakasiyana-siyana. Nekuti dzakaumbwa nevhu, hari dzaigona kuputsika. Kazhinji hari ikaputsika inosiya chimedu. Chimedu ichi ndicho chaishandiswa sekukangirwa maputi, nzungu, nyimo kana kuisirwa mavhunze emoto kune vainogoka moto.

Dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvaverengi:

Igango. – Prosper Kambeni Form 2, St Peters Kubatana High.

Gango/rwainga. – Makuva Stewart.

Zen’a. – Liberty T. Chirapa, Eastview.

Rwenga. – Mai Lizy Neshamba, Mabvuku.

Rwenga. – 0739 577 895.

Chainga/gango. – Mai Jephta, Gutu Mpandawana.

Chiwenga. – Shinga Gwamire.

Zenga. – Petros Kapondoro.

Zenga. – Wayne Peter Chibanda, Mudzi.

Zenga. – Baba Owen, Kudzwe, Mudzi.

Chizenga. – Shingie, Bindura.

Rwenga. – 0775 875 909.

Rwenga/chayenga. – Nyamudondo, Waterfalls.

Rwenga (chaenga). – Murombo, Mahombekombe, Kariba.

Chayenga. – 0718 849 244.

Chainga/rwainga. – 0775 141 958.

Gango. – Dumisani Matambo, Murombedzi.

Zenga. – Emilda Gushungo, Glendale.

Rwenga. – Victoria Mugari, Bluffhill.

Rwenga. – Tinashe Meza, Warren Park.

Chaenga. – Robert James, Goromonzi.

Rwayinga. – Kimberly Matibiri, Waterfalls.

Rwainga. – Tinashe Mutsvunguma.

Chiwenda/gango. – Memo, Mutare.

Ruwenda/chiwenda. – E. Mutudza, Bocha.

Chirongo. – Moreblessing.

Zenga. – Tinotenda P. Kamuto, Norton.

Chizenge. – Tanya Ndondo Gurure, Mutoko.

Chizengeya/chizenge. – Rufaro Karamba, Pfungwe, UMP.

Chiwenga. – Amai Pongo, Machipisa.

Gango. – Neville Kusosa, Mhondoro-Mubaira.

Irwenga. – Sabina Simango.

Rwainga. – 0713 286 627.

Gango. – Rutendo Nyandoro, Selbourne Routledge.

Rwenga. – Oswin Dzumbunu, Bindura.

Chainga. – Tina Mambo.

Rwainga/chainga. – 0716 776 228.

Igango. – Natasha Fenyere, Westlea.

Chaenga. – Simon, Epworth.

Chiwenga. – George Muchuchu.

Rwainga/chainga. – Evelyn, Mutare.

Irwainga. – 0772 888 261.

Chiwhenga. – 0714 020 312.

* * *

Kazhinji varimi vakafurura chibage kunosara maguni nemarara echibage seari pamufananidzo ayo anosiiwa mumunda, kana kuti vamwe vanoarongedza kuti mombe dzizodya munguva yeChirimo. Iwo maguni nemarara asisina chibage seari pamufananidzo anonzi chii?

Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007. Onai mhinduro svondo rinouya.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>