ziva

03 Feb, 2017 - 00:02 0 Views

Kwayedza

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti hwata. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvaverengi:

Imhowani – Mai Marvellous, Jacha, Epworth.

Gondo – John Kuruva.

Dhuwatuwa – Simba Mutemeri, Epworth.

Rukodzi/ruwangu – Nyamudahondo, Waterfalls.

Mukwasukwasu – Lizzy, Rusape.

Chapungu – 0735 550 562.

Hwata – Bonface A. Bango, Waterfalls.

Hwata – Antonetah, Zongororo, Murehwa.

Hwata – 0784 477 280.

Hwata – 0712 004 138.

Mukwasumukwasu – Itayi Musukutwa.

Ostrich/mhou – Rufaro Chivandire, Chitungwiza.

Ostrich/dhwaidhwai – Natasha Mushandu, Grade 7, Makomo Primary, Epworth.

Mukwase kwase – Joice Mangwiro, Chegutu.

Mukwase kwase – Amai Phiri C533, Chegutu.

Mukwase kwase – Patience Phiri, Grade 6, Yellow Hartley 2 Primary School, Chegutu.

Mkwase kwase – 0772 359 379.

Hwata – Nicole Chigariro, Mazowe Mine Primary School.

Hwata – John Wadzingaira, Dzivarasekwa.

Hwata – Kundai Makwinja, Karoi.

Hwata – 0715 078 635.

Hwata – Kimberly Matibiri, Waterfalls.

Duwayi – Tazvitya, Turf.

Duwayi – 0773 128 223

Nyamudzura – Dunmore Mutemeri, Chitungwiza.

Kwasumukwasu – Memo, Chitungwiza.

Hwata – Rhodha Shonhiwa, Unit O, Chi-town.

Hwata/kwasumukwasu – Mai Lee, Dema.

Dendera – 0732 049 239.

Mukwasikwasi – James Tsandukwa.

Hure kure – Manu Bhosvo, Marondera.

Hwatahwata – Ernest, Glen Norah.

Hwata – Livingstone Manatsa, East View, Harare.

Dendera – Brian Marera, Zengeza 4 Chitungwiza.

Hungwe – Aaron Ayatu, Guruve.

Mukwasikwasi – Mai Witnes Chitsvatsva.

Hungwe – Saneliso, Mvurwi.

Chapungu – 0778 507 302.

Hwata hwata – Gunjwa PK, Chi-town.

‘Secretary bird’ – 0773 586 047.

Mhou/ostrich – Eunice Chinyerere, Chitungwiza.

Gondo – 0774 635 871.

Hwiriti – Elder Fire, Mutare.

Shohwari – Darlington Machino.

Shohwari – Brenda Madeira, Mutoko.

Mukwasikwasi – Ncube John, Mutoko.

Mukwasukwasu – Ba Reemz, Harare.

Hwatahwata – Ganyawu Big, Kwekwe.

Hwata hwata – Irene Risinamwana, Harare.

Hwata/kwasumukwasu – Mai Lee, Dema.

Dendera – Douglas Mupaiki, Eastview Park 3.

Dhuwai – Mrs Siamtshaka.

Mukwasikwasi/hwata – V. Kapota, Glen Norah.

Hwata – Mai Lolo, Budiriro 5b.

Hure kure – 0779 772 725.

Mukwasukwasu – Shadreck Mutendenedzwa, Dandavare School, Bhasera, Gutu.

Stork – 0774 439 213.

Dendera – 0774 420 948.

Dendera – 0713 499 338.

Secrital bird – Ngoni.

Mukwasikwasi – 0713 499 338.

Hwata hwata – Albertina Mai 2, Harare.

Ihwata – Ronald Simiyawo, Glen Norah B.

Hwata – Zivai Makumbe, Mbare.

Ihwata – Jayne Mvere, Glen Norah.

Mukwasumukwasu – S. Store, Harare.

Nyaruvangu – Panganai Tome, Mutoko.

Chapungu – Samuel Chimbare, Highfield.

Hwata – Chiseko, Glen View, Harare.

Dendera – Brain Marera, Zengeza 4, Chitungwiza.

Chapungu – 0779 587 472.

Hwata – Gilbert Kamandiyapa, Harare.

Hwata – Macleanon Masema. Borrowdale Brook.

Nyamudzura – Loyd Chimombe, Southlea Park, Harare.

Chapungu – Tinto, Mvuma.

Hwata – Tendai Ratu, Kadyamadare School, Juru.

Hwata – Joice Mangwiro, C533 Chegutu.

Mukwasikwasi – Calisto Gwidzima.

Mukwasi – 0712 870 416.

Secretary bird/hwata – Kudakwashe Mabauwa, Bhora, Murehwa.

Hwata – Joyce, Domboshava.

Dambira murove – 0775 319 931.

Mukwasikwasi – 0771 885 903.

Hwata – Denver, Glen View 7.

Hwata – 0773 373 263.

Hwata – Joyce Mapuranga.

Garikuni – Katsvairo wePlatinum

Hungwe – Agains Runatsa.

Dendera – 0782 245 233.

Hungwe – Tsitsi Fakazi.

Hwata/secretary bird – T. Moyo, 0776 171 954.

Hwata – 0784 012 583.

Hwatahwata – Aaron, D. Shava

Hungwe – Mai James, Goromonzi

Mukwasukwasu/secretary bird – Wiseman Nhongo, Gutu.

Hwata – 0735 135 548.

Hwata hwata – Vale Chipirangu, Unit L Ext, Chi-town.

Hwata – Elizabeth Chipirangu.

Kondo – Shumirai, Gateway Primary School.

Hwata – 0772 644 381.

Hwata – E.A Murewa Casno.

Hwata – 0773 507 232.

Mukwasi mukwasi – Titus Dhliwayo, Rusape.

Dendera – G.C Ruzvidzo, Epworth.

Gatahwa – Knowledge Bell, Marondera.

Mukwasikwasi – Ambrose Muchenje, Jakata, Rusape.

Mukwasumukwasu – Y. Nyakapanga.

Hwata – Dadjoe Jambwa, Matututu School, Murehwa.

Mukwasu mukwasu – Bradreck Makoni, Nyazura

Hwata – Bertha Tinapi, Old Tafara.

Mhou – C. Chamunorwa, Shurugwi.

Hwata – E, Mtalimanja, Rusape.

Dayi/wahla – Medicine Sibanda, 0775 597 828.

Hwata hwata – Lloyd Takahuona.

Hanga – S. Murambadoro.

Dambiramuroyi – Berto Dangamvura, Mutare.

Hweta – Junior Fabian, Ndhukula Mbizi Primary.

Mhou – Tawanda paChitungwiza.

Hwata – Letwin Elesani, Highfield.

Mukwasi – Phillimon, Macheke.

Mukwasikwasi – Ruvarashe Maponda, Ruwa.

Mutyadya – Linister Chadada.

Rukodzi – Blessing Masharata, Budiriro.

Mukwasikwasi – M. Matyenyika,Triangle.

Hwata – Hwihwo, Manyame.

Dendera – Tanaka Mushandu, Grade 1, Makomo Primary, Epworth.

* * *

Kapukanana kari pamufananidzo kanobuda pachuru nguva yeZhizha uye kazhinji twunenge twakawanda kwazvo. Twunodyiwa nenyoka, madzvinyu, matatya nezvinyavada. Vanhu vanotwudyawo kana vaita twekukanga nekutwuomesa. Tiudze zita rako.

* * *

Onai mhinduro svondo rinouya.

. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links