ZVICHANGOITIKA . . . Mbuya Stella Chiweshe vafa

20 Jan, 2023 - 13:01 0 Views
ZVICHANGOITIKA . . . Mbuya Stella Chiweshe vafa Mbuya Stella Chiweshe

Kwayedza

neMunyori weKwayedza

Muimbi wemusambo wembira, gwenyambira Mbuya Stella Chiweshe vashaya.

Vakazvarwa saStella Rambisai Nekati Chiweshe, ndokuva nyanzvi yemusambowe wembira uye vange vachizivikanwa pasi rose kusvika pavazoshaya nhasi mangwanani kumba kwavo mumusha weKuwadzana, muHarare.

Hama dzepedyo dzatsinhira nezvekurasikirwa uku.

Zvakawanda zviri kutevera.

Share This:

Sponsored Links