TISHAMWARIDZANE

30 Apr, 2015 - 15:04 0 Views
TISHAMWARIDZANE TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. 
Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwaridzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: [email protected] kana kutumira sms panhamba dzinoti: 0714 200 007.MAKADIIKO veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27, HIV positive uye ndiri kutsvagawo musikana wekuwadzana naye ari positive seni ane makore 18 kusvika 22. Anoda ngaandibate pa0773 092 683 kana sms.
****
Ndiri murume ane makore 35 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 20 kusvika 30. Ari pachokwadi nhamba dzangu 0718 069 217.
****
Ndiri mudzimai ane makore 23 ekuberekwa nevana 2 uye ndinotsvaga murume ane makore 30 zvichikwira. Akavimbika uye anoshanda asi kwete pamusha, ngaandibate pa0715 490 616.
****
Ndiri mukomana ane makore 27 ndinotsvaka musikana ane makore 18 kusvika 23 asati amboroorwa. Ndinoda akavimbika, asina utachiona. Ndifonerei kana kutumira sms pa0774 805 074.
****
Ndiri mukadzi ane makore 24 nemwana 1 ndiri kuita kosi yehurairidzi paMasvingo Teachers College. Ndotsvakawo murume anondida ane mwana 1. Nhare yangu iyi 0774 239 048.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 33 nemwana mumwe chete. Ndinotsvaga murume ari pachokwadi anoda zvekuroora ane makore 35 kusvika 40 ane hutano. Vakaroora regai henyu, ndozvishandira matsotsi kwete. Ndinoda anoenda kubasa ari pachokwadi. Ndibatei pa0783 801 499.
****
Ndinodawo musikana ane makore 18 — 25, ndiri mukomana ane makore 28 uye ndiri HIV negative. Anondida anondibata pa0783 477 810.
****
Makadini? Ndiri mukomana ane makore 32 ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 18 kusvika 25. Anoda ngaandibate pa 0774 131 053.
****
Ndiri mukomana ane makore 29 ndinoda musikana ari pachokwadi ane makore 19 kusvika 23. Anofona kana kutumira sms pa0738 253 478.
****
Ndakambonyorera asi ndiri kusangana nevanyengeri. Ndiri mukomana ane makore 25 ndine dambudziko renzeve iro rakatanga 2012 apo dzakangovhara. Ndinotsvakawo musikana wekuroorana naye ari pachokwadi ari HIV negative. Andifarira ngaandbate pa0777 261 553.
****
Makadii veKwayedza? Ndakambonyorera kuchirongwa chino ndikasangana nevanonyepa. Ndiri murume ane makore 31 uye ndinodawo musikana ane makore 20 kusvika 28 ave kuda zvemusha. Ngaave anonamata kuMasowe kana asinganamate asi ndapota hangu vane varume vavo siyanai neni. Nhare yangu 0783 581 408.
****
Ndiri mudzimai ane makore 40 nevana vatatu, ndinoda murume ane makore 45 zvichikwira asina mukadzi nechirwere uye ngaave anonamata positori. Ari pachokwadi nhamba yangu 0718 015 711.
****
Ndiri musikana ane makore 22 ndotsvagawo mukomana ane makore 25 – 30 wekushamwaridzana naye. Akavimbika, anotya Mwari uye achienda kuchechi ngaandibate pa0776 794 049.
****
Ndiri murume ane makore 39, HIV positive asi handisati ndava pamushonga. Ndinodawo mukadzi akaita seni ane makore 26-37 asi ngaave pachokwadi. Akazvipira nhamba dzangu idzi 0714 844 007.
****
Makadii veKwayedza? Ndakambonyorerawo kuchirongwa chino ndakawana tsotsi remukadzi ainzi Memory Chekwa akabva andibira ndaenda kubasa. Saka iye zvino ndinoda anopinda chechi yekwaMwazha anodzidzisa chinamato ane makore 18 kusvika 26 kana ane mwana. Ndine makore 27, handina chirwere uye handinwe kana kuputa fodya. Ndinoshanda ndiri guard kuHwedza, andifarira ngaandibate pa0716 566 938.
****
Makadini veTishamwaridzane? Ini ndiri mukadzi ane makore 33 nemwana mumwe ndiri kutsvakawo murume akatendeka anotya Mwari asinganwi doro kana kuputa fodya. Nhare yangu 0717 505 374.
****
Makadii veKwayedza? Ndakambotumira sms asi handisati ndamuwana wandiri kuda. Ndiri kudawo mukadzi mukobvu anoda kuroorwa kwete vaya vanotaura ngano. Nhamba dzangu 0779 337 120. Ndoda munhu wokuti chero nhasi ndikati ngatitange imba tobva tatanga.
****
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 28, HIV negative uye ndinotsvagawo musikana ane makore 22 zvichidzika. Nhamba dzangu 0734 896 379.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 25 ndinotsvagawo murume ane makore kubva 30 kusvika 40 akafirwa. Anoda ngaafone pa0733 699 982.
****
Makadini zvenyu? Ini ndiri mudzimai ane makore 38 nevana vatatu ndinotsvagawo murume ane makore 40 kusvika pa60 ane vana vakewo. Ngaave anoshanda asi kwete basa remawoko uye asina chirwere. Ari pachokwadi ngaandibate pa0782 169 445.
****
Ko makadiiko veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvaga musikana wekuroora ane makore kubva 18 – 23. Anoda ngaandibate pa0775 906 514.
****
Ndiri kutsvagawo musikana ari pachokwadi ane makore 20-26. Ini ndiri Jaya rine makore 30. Nhare yangu 0774 423 192.
****
Ndiri murume ane makore 35 ndinotsvagawo mukadzi anotya Mwari. Ndiri mupositori, anoda anondibata pa0777 475 665.
****
Makadii? Ndiri murume ane makore 36 ndiri kutsvagawo mukadzi ari pachokwadi ane makore 25 kusvika 32. Ngaandibate pa0782 641 829.
****
Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 21. Anoda anondibata pa0777 006 578.****
****
Ehe, makadiiko veKwayedza? Ndinofara zvikuru nechirongwa chenyu cheTishamwaridzane. Ini ndiri mukadzi ane makore 35 nevana vaviri uye ndinotsvagawo murume ane makore 40 – 45 ane vana vake. Anondida anondibata pa0776 564 475.
****
Ndiri mukadzi ane makore 32 okuberekwa nevana vaviri ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora ane makore 34 kusvika 45 ari HIV positive nokuti ini ndiri positive. Ngaave achishanda asi kwete vanoda zvekutamba. Nhamba yangu 0718 096 005.
****
Ndiri mukomana anotsvagawo musikana ane makore 20-30 kana ane mwana mumwe. Ndinoshandira kuNamibia, ndibatei pa0716 554 103.
****
Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvaka musikana anoda zvekuwanikwa ane makore 19. Anoda anondibata panhamba dzinoti 0716 831 644.
****
Ndiri mukomana ane makore 29 ndotsvakawo musikana ane makore 26 zvichidzika. Ndinoshanda muHurumende, anoda ngaandibate pa0771 439 197.
****
Ini ndiri murume ane makore 37, HIV positive uye ndinoita mabasa emawoko. Andifarira anondibata pa0774 630 022.
****
Ini ndiri murume ane makore 38 nevana 2 ndinotsvagawo mudzimai anoda zvemba ane mwana. Ndinoshanda, matsotsi kwete. Anoda ngaandibate kana kutumira sms pa0737 590 115.
****
Makadiiko veKwayedza? Ndanzwa nekuwana matsotsi. Ndodawo shamwarikadzi iri pachokwadi inobatika paWhatsApp kana kufona chete. Ndine makore 32, nhare yangu 0773 704 750.
****
Ini ndiri murume ane makore 60, ndiri HIV positive uye ndine musha nezvinhu zvangu. Ndinotsvakawo mudzimai ane makore 35 ari pachokwadi kana asina mbereko. Anoda nezvemusha ngaandibate pa0779 818 372.
****
Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 29 nemwana 1, ndinodawo murume vekuvaka musha naye ane makore 30-35 ane mwana 1 kana 2. Ngaave akatsvinda, asingatyi mvura, asinganwi doro nekuputa fodya. Ndinoda anopnda AFM kana Zaoga chete uye anoshanda, ini ndiri mucross-border. Akavimbka andibatewo pa0773 017 124.
****
Makadiiko veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27 ndiri HIV positive uye ndiri kutsvagawo musikana wekuwadzana naye ari positive aine makore 18 kusvika 22. Anoda ngaandibate pa0773 092 683.
****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri musikana akaberekwa mugore ra1987 ndinotsvagawo baba vangu kana hama dzababa vangu. Amai vangu vainzi Clara Shenjere vakasangana nababa vangu kwainzi kwaChinembiri apo baba ava vaiita zvebhendi zvekuridza magitare makore iwayo. Kana pane anovaziva ngaaridze runhare pa0735 745 757. Ndatenda hangu.
****
Ndiri mukadzi ane makore 39 ndotsvagawo murume anoda kuroora anonamata Pentercost achishanda ini ndinoshanda, murume wangu akashaya 2005. Ndine vana 2, nhare yangu 0782 341 096.
****
Ndiri mudzimai ane makore 33 nemwana 1 uye ndiri HIV positive. Ndinoshuvira kuwana murume ane makore 36 kusvika 46 ari positive seni. Ini ndinoita basa remawoko. Andifarira anondibata pa0776 803 769.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>