TISHAMWARIDZANE

09 Oct, 2015 - 00:10 0 Views
TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye.Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.NDIRI mukomana ane makore 20 ndotsvagawo musikana wekushamwaridzana naye kusvikira pakuroorana ane makore ari pasi pe20. Anoda anondibata pa0778 383 387.

*****
Ndiri mukomana ane makore 33 ndinodawo mukadzi anoda zveimba asiri pamushonga chero ane mwana 1. Ndinobatika pa0775 386 491.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 42 nemwana 1 ndiri kutsvaga murume anoda zvemba anogara kuKwekwe anoshanda uye ane makore 45 zvichikwira. Ngaave anonamata chechi yePentacostal. Vanoda ngavandibate pa0777 717 868.
*****
Makadii veTishamwaridzane? Ini ndiri murume ane makore 31 ndinotsvaga mukadzi wekuroora ane makore 27 kusvika 34. Ndinoita basa remawoko saka ndodawo ane zvinhu zvake. Nhare yangu 0734 666 361.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27 ndinotsvagawo musikana anoda zvemba ane makore 24 zvichidzika asina chirwere. Nhare yangu 0717 347 420.
*****
Ndiri mukomana ane makore 23 ndotsvagawo musikana ane makore18 kusvika 22 pachokwadi nekuwanikwa. Ndinoshanda, asina chirwere ngaandibate pa0771 324 472.
*****
Makadii zvenyu veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 40 nevana vaviri uye ndiri HIV positive. Ndinoda murume ari positive akafirwa nemukadzi ari pachokwadi. Ini ndakafirwa nemurume, vanotamba uye vane vakadzi kwete. Vanoda ndibatei pa0777 089 655.
*****
Ndiri murume ane makore 27 nevana 2 uye ndinotsvaga mukadzi wekuroora ane makore 19-25 ari pachokwadi anotya Mwari.Uye akasununguka kuongororwa ropa. Andifarira ngaandibate pa0771 419 890.
*****
Ndiri mukomana ane makore 30 ndinotsvagawo musikana ane makore 22 kusvika 27 akarongeka uye akanaka. Ndiri mutyairi wegonyeti. Vanoda ndibatei pa0777 738 651.
*****
Ndiri mukomana ane makore 26, ndogara muHarare uye ndiri kutsvagawo musikana anoda kuroorwa ane makore 23 zvichidzika ane mwana kana asina. Chandinongoda munhu anoda zvemba kwete zvekufara kana kutandara. Nhare yangu 0738 957 693.
*****
Ndishambadzeiwo ndanzwa nekunyorera. Ndiri mukomana ane makore 27, HIV+ uye ndinotsvaga musikana kana mukadzi ane mwana mumwe aine makore 24 kusvika 30. Ndinoda akavimbika ane rudo uye anotya Mwari. Anoshanda andifarira anondibata pa0772 761 114.
*****
Ndiri mukomana ane makore 28 ndogara kuChitungwiza uye ndinotsvagawo musikana wekuwana. Ndatenda, nhare yangu 0778 824 026.
Ndiri murume ane makore 37 uye ndine mukadzi nevana vashanu. Ndinodawo mumwe mukadzi anoda kundipa vana vaviri kana vatatu achagara nemumwe wake pamba. Ngaave anoda zvechitendero sewandiinaye, handifariri bopoto. Nhare yangu 0774 390 885.
*****
Ndotsvagawo musikana ane makore 19 kusvika 23 ave kuda zvemba. Nhare yangu 0778 471 764.
*****
Ndiri mukomana ane makore 26, ndinogara muHarare uye ndiri kutsvagawo musikana anoda kuroorwa ane makore 23 zvichidzika. Ngaave anoda zvemba. Nhare yangu 0738 957 693.
*****
Ndiri kutsvagawo mudzimai wekugara naye ari pachokwadi ane makore 36 zvichidzika kusvika 25. Ndine makore 37 uye ndinoda ane mwana mumwe anofarira zvemusha. Nhare yangu 0783 951 170.
*****
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 20 ndiri kutsvaga musikana wekuroora ane makore ari pasi peangu. Dambudziko rangu nderekuti ndinonyara. Anoda anofona pa0771 329 979.
*****
Ndiri mukomana ane makore 27, ndinonzi Brighton uye ndinotsvagawo musikana wekuroora anoda zvemba. Nhare yangu 0771 564 365.
*****
Makadini veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 30 ndinoshanda muHarare uye ndinotsvaga mukadzi wekuroora anofarira zvose hupenyu hwekumusha nemudhorobha. Ari pachokwadi nekurorwa ngaandibate pa0735 440 790.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 45 nevana vatatu, ndine imba yangu uye ndinodawo murume asina mukadzi. Ngaave anoda zvemba ane makore 50 kusvika 55. Nhare yangu 0715 828 606.
*****
Ndiri murume ane makore 39, HIV positive uye ndinotsvakawo mukadzi ari positive seni. Ndinobatika pa0773 401 731.
*****
Ndiri murume ane makore 41. Ndinodawo mukadzi ane makore ari pasi pe35 asinganwi doro, anotya Mwari uye ari HIV negative anoda zvemusha. Nhare yangu 0774 076 076.
*****
Ndiri mukomana ane makore 19 ndinotsvagawo musikana wekufambidzana naye ane makore 18 zvichidzika. Vanoda ndibatei 0776 503 405.
*****
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mukomana ane makore 27 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 20 kusvika 25 anonamata ini ndinonamatawo. Nhare yangu 0778 271 799.
*****
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 23 nemwana 1, ndiri kutsvaga murume ane makore 23 kusvika 33 asina mudzimai. Ndinobatika pa0739 883 241.
*****
Ndinoda mukadzi wokuroora ane makore ari pasi pe25 anogara muHarare. Ini ndine makore 42, ndiri pamushonga uye ndoita mabasa emawoko. Nhare yangu 0771 849 893.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 42, ndinotsvagawo murume ane makore 48 – 52 anonamata uye ari HIV positive. Ndine mwana mumwe, ndinodawo ane rudo anoda kuti tichengetane. Nhare yangu 0734 805 620.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 35, HIV positive uye ndoda murume ari positive ari kuda wanano. Nhare yangu 0771 325 024
*****
Ndiri murume ane makore 25 ndotsvagawo mukadzi ari pachokwadi ane makore 20 – 22. Ndinobatika pa0737 172 708.
*****
Ndiri mukomana ane makore 20 ndinotsvagawo shamwari yechisikana ine makore 18. Anoda ngaandibate pa0782 395 273.
*****
Ndiri murume ane makore 27, handisati ndamboroora uye ndinoda mukadzi ane makore 18 kusvika 25 asina mwana. Ngaave anoda kuenda kunotariswa utachiona hweHIV. Ndinobatika pa0775 505 606.
*****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 22 ekuberekwa, ndotsvakawo murume kana mukomana anondidawo. Ndiri muHarare, nhare yangu 0774 795 428.
*****
Makasimba here veKwayedza? Ndiri murume ane makore 36 ndinotsvakawo musikana kana mukadzi chero ane mwana wake asi ari pachokwadi chekuroorwa.Vanotamba nevanoda rudo rwemari musafona henyu. Ndinobatika pa0773 514 250.
*****
Ndiri murume ane makore 23 nemwana 1, ndinotsvakawo mukadzi ane rudo asingabe, anoteerera uye anotya Mwari chose ane makore 18 -23. Ndinobatika pa0775 725 121.
*****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi wechidiki ane makore 21, HIV positive nemwana mumwe chete uye ndinogara muHarare. Ndinodawo murume anogeza ari positive seni uye asingagare kumusha. Nhare yangu 0783 719 049.
*****
Ndiri murume ane makore 28 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 25 achibva kuGuruve. Anoda zvemba ngaandibate pa0777 736 285. Ndiri HIV negative uye ndinoshanda muHurumende.
*****
Makadiiko veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27 uye ndinotsvagawo musikana ane makore 20 kusvika 25 wekushamwaridzana naye. Andifarira ndibate pa0775 070 514.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 50. Ndinotsvaga murume akavimbika anoda kuroora. Ane musha kana anoshanda, ane zvinhu zvake. Handidi munhu anoda kundishandisa zvebonde asi muchato. Ngaave ari HIV positive. Ndinobatika pa0771 506 296.
*****
Ndri murume ane makore 32 nemwana 1 ndoda mudzimai ane makore 29 zvichidzika. Nhare yangu 0774 967 668.
*****
Ndinotsvaga musikana ane makore 19 – 23 anoda kuroorwa. Ndine makore 29 anondida ngaandibate pa0774 944 273.
*****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 39 nemwana 1, HIV positive uye ndiri pamushonga. Ndinotsvakawo murume ari kuda zvemba anonamata, achienda zvakare kubasa. Vandifarira ndibatei pa0779 877 090.
*****
Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvagawo musikana anoda zvekuwanikwa ane makore 18 kusvika 20. Ndinoda anonamata nekuti ini ndiri mupotsori. Ngaave ari pachokwadi kwete anoda kudya mari yangu chete ari mutema akanaka. Ndinozvishandira, ndinoda ari HIV negative. Nhare yangu 0776 069 831.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 47 ekuberekwa ndinotsvaga murume ari pachokwadi anonamata ane makore 50 kusvika 60. Ndiri HIV positive, nhare yangu 0778 194 893.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>