TISHAMWARIDZANE

04 Dec, 2015 - 00:12 0 Views
TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi.— MUPEPETI.

NDINOTENDA ndakawana mudzimai wandaida saka veduwe-e vamwe chiregai kundifonera pa0779 171 975 nekuti mungazondirambisa.
******
VeKwayedza makadini? Mwari ngavandipewo murume ane rudo rwakanyanyisa ndikanganwe zvandakasangana nazvo. Ndinoda akavimbika anotya Mwari anonamata, asinganwi doro kana kuputa fodya uye akazvipira kunoongororwa ropa ane makore 38 – 40 asina mukadzi. Ini ndine vana 3, ngaave anoshanda asi ini handishandi. Nhare yangu 0775 257 582, matsotsi aiwa.
******
Ndiri murume ane makore 35 ndotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 24 kusvika 30. Anoshanda anoda kundibata nhare yangu 0773 430 088.
******
Ini ndiri musikana ane makore 20, ndinotsvagawo mukomana ave kuda zvekuroora kwete zvekutamba. Ndinobatika pa0775 319 035.
******
Ndiri murume ane makore 35 ndinoda mukadzi wekuroora chero ane mwana kana asina asi ari pachokwadi. Ndiri muHarare anoda ngaandibate pa0771 359 870.
******
Makadii zvenyu veTishamwaridzane? Ini ndiri murume ane makore 32 ndinoda shamwarikadzi ine makore 20 – 27. Nhare yangu +27 627 453 998.
******
Ndiri mukomana ane makore 26 ndinodawo musikana ane makore 18-22 anoda zvemba. Ndine dzimba 2, anoda zvekuroorwa ngaafone kana kutumira sms pa0718 104 332.
******
Makadini veKwayedza? Ndotsvagawo murume wekuroorana naye ari pachokwadi, ndine makore 20 nemwana mwana 1. Ndinonamata, handina chirwere uye ndakazvipira kuenda kunotorwa ropa. Ane makore 24 -30 ngaandibate pa0717 553 053. Ndatenda hangu.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 23 nemwana mumwe chete, ndinotsvagawo murume wekumisa musha naye ane makore 28 kusvika 45. Anoda ngaandibate pa0779 069 427.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35 nevana 2 ndinotsvakawo mukadzi ane makore 33 nemwana mumwe ari pachokwadi. Ndinonamata positori uye ndiri murimi. Nhare yangu 0715 761 248.
******
Ndotsvakawo musikana asati amboroorwa ane makore asingadariki 25 anobva kuMashonaland Central kana muHarare asiri pamushonga. Ndinobatika pa0717 055 468.
******
Ndiri murume ane makore 37, ndinoda musikana ane makore 22-26. Anoda ngaatumire sms pa0784 428 486.
******
Ndiri mukomana ane makore 28 ndinotsvaga musikana wekuroora ane makore 19 kusvika 22. Zvakawanda tinozotaura. Ndiri kuSouth Africa, nhare yangu 27 634 563 264.
******
Ndiri murume ane makore 37, ndinoda musikana ane makore 22-26. Anoda ngaatumire sms pa0784 428 486.
******
Ndiri mukomana ane makore 28 ndinotsvagawo musikana wekuroora ari pachokwadi anofarirawo zvekurima nekuti ndiri murimi. Ane makore 20-25 anoda hake nditumire sms totaurirana pa0738 130 562.
******
Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 30 okuberekwa ndiri kutsvaga mukadzi anoda zvemba uye asina chirwere. Ndibatei pa0776 787 621.
******
Makadii? Ndiri murume ane makore 29 ndinoshanda uye ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 27 anoshanda kana asingasande. Vandifarira fonai pa0715 657 395.
******
Makadii zvenyu? Ndiri mukadzi ane makore 21 nemwana 1, handishande uye ndinofarira kunamata. Ndiri kutsvaga murume anoshanda ane makore 26-30 anotya Mwari asina mukadzi. Ngaave asinganwi doro kana kana kuputa fodya ari HIV negative. Ari pachokwadi ndibate pa0784 489 571.

Makadii henyu? Ndiri mukadzi ane makore 38 nevana 3. Ndiri kutsvagawo murume ane makore 40 zvichikwira. Ari pachokwadi asina chirwere ndibate pa0779 030 240.
******
Makadini zvenyu? Ndinotenda nechirongwa chenyu chakanaka, vose vaifona panhamba dzinoti 0774 193 667 chiregedzai zvenyu ndakawana wandaidisisa.
******
Ndiri mukomana ane makore 28 ndinoda musikana ane makore 25 kusvika 20. Ndine zvitoro zvandakasiirwa nevabereki vangu. Anondida ngaandibate paWhatsApp pa0777 434 798.
******
Ndinotsvagawo musikana ane makore 18 — 21 ari kuda kuroorwa. Ndiri munhu anozvishandira anoda ngaandibate pa0737 229 128 na8 pm ndapedza basa.
******
Ndine makore 37 uye ndinodawo shamwarikadzi ine makore 40 zvichienda mberi. Ndinobatika pa0772 983 789.
******
Makadini vechirongwa? Ini ndiri murume ane makore 34 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 20 kusvika 30 ane mwana mumwe kana asina anobva kuManicaland. Anondibata pa0776 193 153 kana kutumira sms.
******
Ndiri murume ane makore 31 nemwana 1 ndotsvagawo mukadzi ane mwana 1 ane makore 20 kusvika 27 anoda zvemusha, asina chirwere. Ndiri murimi, nhare yangu 0771 347 071.
******
Ndiri mukomana ane makore 35 ndinodawo mukadzi akavimbika anoda kuenda kwatete vake kana vangu.
Ndinoshanda muHarare, ndichigara kuMufakose. Ndibatei pa0716 703 382.
******
Ndiri mukadzi ane makore 33 ndinotsvagawo murume ari HIV positive sezvandiri kubva pamakore 35 kusvika 45.
Ndapota ndishambadzeiwo veKwayedza nekuti aka kave ketatu ndichinyorera. Nhare yangu 0778 932 843.
******
Ndiri mudzimai ane makore 30 ndinotsvaga murume ane makore 32 kusvika 42 ari HIV positive. Anoda anondibata pa0783 162 621.
******
Makadiniko veKwayedza?
Ndiri murume ane makore 52 ndinotsvagawo mukadzi anoda zvemba anoda zvekunamata. Ari pachokwadi ngaandibatewo pa0782 029 542.
******
Ndiri murume ane makore 49, ndiri pamudyandigere uye ndiri HIV positive. Ndinotsvagawo mukadzi ari HIV positive anoda zvemusha nekuti ndinogara kumusha. Ndinobatika pa0784 004 045.
******
Ndiri mukadzi ane makore 26 ndinotsvagawo murume ane makore 30 kusvika 35 asina chirwere seni. Ane rudo uye ari pachokwadi ndibate pa0772 515 767.
******
Makadii? Ndiri kutsvaga murume ane makore 32 kusvika 40 ane rudo, asinganyepi uye ari pachokwadi. Ari HIV positive ngaandibate pa0771 416 918.
******
Ndiri musikana ane makore 19 ndotsvagawo mukomana ane makore 25-30 anoda zvekuroora uye ari HIV negative. Ari pachokwadi ndibate pa0717 386 574.
******
Makadii? Ndiri murume ane makore 31 nemwana mumwe chete uye ndinotsvagawo mukadzi ane mwana wake anoda zvemusha ane makore 18 kusvika 25 anoda nezvangu. Nhare yangu 0778 947 620.
******
Makadii zvenyu? Ini ndiri musikana ane makore 20. Ndinotsvagawo mukomana ane makore 30 kusvika 35 ari pachokwadi anoita chero basa asi handidi murimi. Akasununguka kuongororwa ropa uye anotya Mwari andifarira ndibate pa0738 768 513.
******
Makadii? Ini ndiri murume ane makore 50 ndinotsvagawo mudzimai ane makore 30 kusvika 49, vari pamushonga mirai. Nhare yangu 0715 123 448.
******
Ndiri mukadzi ane makore 40 nevana vana, ndinotsvagawo murume wekufambidzana naye ane makore 42 kusvika 52 anonamata chechi yeJohane Masowe weChishanu. Anoda nezvangu ngaandibate pa0718 274 829.
******
Ndiri musikana ane makore 18 ndotsvagawo mukomana ane makore 19 kusvika 25 anoshanda. Ndinobatika pa0733 836 983.
******
Makadii zvenyu veKwayedza?
Ndiri murume ane makore 33 nevana 2 ndotsvagawo mukadzi ane makore ari pasi pe25. Ndinoshanda, nhare yangu 0715 134 859.
******
Ndiri murume ane makore 37 nemwana mumwe ndinotsvagawo mukadzi ane makore 20 kusvika 30 chero ane mwana asina chirwere. Nhare yangu 0779 646 686.
******
Ndiri murume ane makore 45 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 25 kusvika 39 wekuroora akavimbika ane vana vatatu zvichidzika.
Ndine vana vatatu, zita rangu ndinonzi Tausten Adam. Ndinobatika pa0775 789 371.
******
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 35 ndinotsvagawo musikana kana mukadzi anoda zvekuroorwa ane makore 28 kusvika 30.
Ngaave ari HIV positive akasimba. Nhare yangu 0784 022 320.
******

Share This:

Sponsored Links