TISHAMWARIDZANE

03 Feb, 2017 - 00:02 0 Views
TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.

NDIRI mukomana ane makore 26, ndinotsvakawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 22. Ari pachokwadi ngaandibate pa0776 508 113.

********

Makadii zvenyu weKwayedza? Ndinotenda nechirongwa chenyu. Ndiri mukadzi ane makore 49 nemwana mumwe, ndinogara muHarare uye ndinodawo murume ane makore 55 – 60. Ngaave ane rudo, anoziva Mwari. Vadiki kwandiri handidi, ndapota zvangu. Ndinoda ari pachokwadi, nhare yangu 0773 416 968.

********

Makadini? Ndinotsvagawo murume ari pachokwadi anoda kuvaka musha achinamata kumasowe. Ndine makore 41 uye ndiri pamushonga. Nhare yangu 0776 806 884. Vanoda kutamba kwete.

********

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 24 ndinotsvakawo musikana ane makore 18 kusvika 21 anotya Mwari. Nhare yangu 0782 632 168.

********

Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 27 nemwana mumwe chete, ndinotsvagawo murume wekugara naye ane makore 30 kusvika 39. Ndinoda anonamata, anoshanda uye ane vana vake. Nhare yangu 0777 258 792, ndinoda ari pachokwadi asina chirwere.

********

Ndiri mudzimai ane makore 46, ndinorarama neutachiona hweHIV uye ndinotsvakawo murume wekushamwaridzana naye ane makore 46 – 50. Ane rudo, anonamata ngaandibate pa0784 378 294.

********

Ndiri murume ane makore 30 nevana vaviri, ndinotsvagawo mukadzi ane makore 25 kusvika 29 ari HIV negative anoda zvekuvaka musha. Nhare yangu 0773 716 189.

********

Makadii henyu veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 22, ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kana 19 ekuberekwa. Anoda kuroorwa neni ndibate pa0783 258 639.

********

Makadini? Ndiri mukomana ane makore 31, ndinotsvagawo musikana ane makore 18-20. Anenge andifarira ngaandibate pa0718 643 848.

********

Ndiri mudzimai ane makore 42, ndinoda murume ane makore 48. Nhare yangu 0774 361 694.

********

Ndiri murume ane makore 39, ndinodawo mudzimai ane makore 25 kusvika 29. Anoda zvemba ngaandibate pa0778 553 078 totaura tese.

********

Vaimbofona pa0776 903 037 chiregai henyu nekuti ndakamuwana wandinoda.

********

Makadii? Ndiri murume ane makore 47, ndinotsvaga mukadzi akarongeka, ane rudo anoda zvekufara uye ane zvinhu zvake. Nhare yangu 0783 874 497.

********

Ndiri murume ane makore 37, ndiri muHarare uye ndinotsvaga mukadzi anoda zvemusha asina chirwere. Ane mhuri yakewo ngaandibate pa0712 164 624.

********

Ndinotsvagawo musikana wekugara naye anogara kumusha ane makore 18 kusvika 22 asati amboroorwa. Ndinoita zvekutengesa kuBulawayo, nhare yangu 0735 217 334.

********

Ndiri mukomana ane makore 28, handina kubvira ndaroora uye ndinodawo musikana anoda zvemba asi vanotamba kwete. Ngaave akanaka anotya Mwari ane makore 18 kusvika 25. Ndinoita basa remagetsi. Anoda zvemba ngaandibate pa0779 502 779.

********

Makadii? Ndiri mukomana ane makore 21 ndinotsvagawo musikana wekuroora. Andifarira ngaandibate pa0782 193 645.

********

Makadiiko veKwayedza? Ndinotenda nechirongwa chenyu, rambai makadaro. Ini ndakawana wandaida saka vachiri kufona pa0776 675 385 chiregai zvenyu. Ndatenda.

********

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 31 nevana vaviri, HIV positive uye ndinotsvagawo murume anoda zvemba anotya Mwari. Ndinoda ane vana vake ane makore 34 kusvika 45. Nhare yangu 0783 649 936 asi matsotsi kwete.

********

Makadii henyu veKwayedza? Ndiri murume wemakore 30, ndichishanda muHurumende uye handisi pachirongwa. Ndinoda mukadzi anoshanda ane makore 22-35. Anondibata pa0715 208 084.

********

Makadini veKwayedza mwenje wedu? Ndishambadzeiwo ndapota, ndiri mudzimai ane makore 34. Ndinotsvagawo murume wekuroorwa naye asiri pamushonga. Andifarira ngaandibate pa0772 879 320.

********

Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvaga musikana wekuroora asina kumboroorwa ane makore 18 kusvika 22. Andifarira ndibate pa0773 269 036.

********

Ndiri mudzimai ane makore 48 nevana vaviri uye ndinoshanda. Ndinodawo murume ane makore 50 kusvika 58 ari HIV negative seni. Anenge andifarira ngaafone pa0776 990 100. Ndingade vanogara Harare, Marondera kana Norton.

********

Ndiri mukomana ane makore 20, handisati ndaroora. Ndinoda musikana ane makore 21 mutema, mutete anotya Mwari. Ndiri HIV negative uye ndinoshanda muHurumende. Nhare yangu 0737 631 483.

********

Ndiri murume ane makore 41 ekuberekwa, ndinogara kuChitungwiza uye ndinotsvagawo mukadzi wekuwadzana naye. Chero anoshanda mumba kana asingashandi zvake ane makore 24 kusvika 30. Ada nezvangu ngaandibate pa0774 038 404.

********

Makadiiko veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 22, ndinoda musikana wekumasowe akanaka pachiso nepamwoyo. Ngaave ane makore 18 – 20. Anondida ngaandibate pa0776 624 239.

********

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 29, ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18-21 ari pachokwadi. Ndinoda anogeza, ane tsika uye asiri pamushonga. Anoda ngaandibate pa0784 010 513.

********

Makadii veTishamwaridzane? Ini ndiri jaya rine makore 24, ndiri muHarare uye ndinotsvakawo mwanasikana mhandara ane makore 18 kusvika 20. Ari HIV negative seni kwete vanoda rudo rwemari. Ndinoita mabasa emaoko, nhare yangu 0778 406 141.

********

Ndiri murume ane makore 43, ndinotsvaga mukadzi wekuroora ane makore 30 – 40 ari negative. Andidawo ngaandibate pa0775 495 079.

********

Makadii veKwayedza? Ndakambonyorera asi handisati ndawana, ndiri murume ane makore 28 ekuberekwa nevana 2. Ndiri HIV positive uye ndinotsvagawo mukadzi wekuroora anobva kuRushinga zvichidzika ari positive seni asi asingaoneke. Ndinoda ane mwana mumwe chete, asi kunyanya asingabereki zvamuchose ane makore 18 kusvika 24. Andifarira ngaandibate pa0716 090 945.

********

Ini ndiri mudzimai ane makore 43 nevana 4, ndinotsvaga murume anoda zvekuroora ane makore 48 kusvika 55. Ngaave ari pamushonga asingaratidzike kurwara. Ini ndinoshanda mumba uye ndichiita zvekutengesa, matsotsi kwete. Nhare yangu 0777 926 873.

********

Makadiiko veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvagawo musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 18 kusvika 22. Anoda nezvangu anondibata pa0715 861 279 asi vanotamba musazvinetse henyu.

********

Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mudzimai ane makore 34 nevana 3 uye ndiri pamushonga. Ndinodawo murume ane makore 36 kusvika 50 anotya Mwari. Anenge andifarira ngaandibate pa0783 248 373.

********

Makadii veKwayedza? Muri kumberi. Ndinotsvagawo mudzimai wekuroora ane makore 23 kusvika 26 ane mwana wake mumwe chete. Ngaave anonamata kumasowe asiri pamapiritsi. Ndiri murume ane makore 33, andifarira anondibata pa0718 282 686.

********

Makadii? Ini ndiri mukadzi ane makore 32, HIV positive uye ndinotsvagawo murume ane makore 40-45 anoda zvemba. Ndinoda kunyanya matruck driver kana anozvishandira ane vanawo vake nokuti ini ndine vanawo 3. Anenge ada nezvangu ngaandifonere pa0773 545 015. Ndapota varume vevanhu kwete kana vanoita call back handidi.

********

Makadini? Ndiri murume ane makore 44 ndinotsvagawo mukadzi ane mazirudo wekushamwaridzana naye ane makore 35 kusvika 40. Andifarira ngaatumire sms pa0776 205 750.

********

Ndiri mudzimai ane makore 31, HIV positive uye ndinodawo murume ane makore 35 – 40 ari pachokwadi. Ngaave ane chaanoitawo muupenyu asingataridze kurwara. Varume vevanhu kwete, anoda ngaandibate pa0774 392 395.

********

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 22 ndinotsvaga musikana wekushamwaridzana naye. Akasununguka kunotorwa ropa andifarira ngaandibate pa0778 330 596.

********

Makadii zvenyu? Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvagawo musikana ane makore 20 zvichidzika anogara kwaMutare, vekure regedzai zvenyu. Nhare yangu 0773 055 958.

********

Makadii henyu veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 42 ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora ari pachokwadi kwete matsotsi. Ndinoda anonamata ane tsitsi nerudo rwechokwadi, anoshanda uye anogeza. Ngaave akarurama pachiso, ane vana vake 3 kana 2 asina mukadzi ari HIV negative uye achienda kuchechi asiri mupositori. Andifarirawo nhamba yangu 0774 253 709.

********

Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 33 nevana 3, ndinogara kuKaroi uye ndinoda murume akavimbika wokugara naye ane makore 35 – 40. Andifarira ngaandibate pa0712 118 883

********

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 39 nevana 4. Ndinodawo mudzimai anofarira zvemusha asi vari kuMasvingo, Mutare neMhangura kwete. Ndiri muHarare, zvakawanda tozotaura pa0785 778 175.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>