Mitengo yezvirimwa, zvekurimisa

10 Mar, 2022 - 17:03 0 Views
Mitengo yezvirimwa, zvekurimisa Musika

Kwayedza

Malven Mugadzikwa

INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa nemidziyo yekurimisa iri kuMbare Msika pamwe nezvimwe zvitoro zviri muguta reHarare svondo rino.

Fetiraiza:
Compound D 50kg — $4 300
**********
Ammonium Nitrate 50kg – $8 500
**********
Celtic lime 50kg — $1 347
**********
Mbeu yebhinzi
Sugar beans 5kg — $2 970
**********
Sugar beans 10kg — $5 742
**********
Sugar beans 25kg — $14 058
**********
Waya yemunda (field fence) 100 metres — $40 498
**********
Waya (Diamond Mesh) 30 metres (2.5 mm by 1.2 m) — $20 250
**********
Waya (barbed wire) 50kg (2mm) — $25 988
**********
Dombo remunyu 65 kg — $3 000
**********
Knapsack Sprayer 16l — $3 600
**********
Mazai crate — US$2.50 kusvika US$4
**********
Beans makapu matatu — US$1
**********
Mhiripiri bhokisi — kubva paUS$8 kusvika US$10
**********
Garlic chisaga kubva — US$30 kusvika US$40
**********
Ginger/tsangamidzi — US$2 pa1kg
Mavise — kubva US$0.50 kusvika US$10
**********
Manhanga — kubva US$0.50 kusvika US$10 (rimwe chete)

Share This:

Sponsored Links