Abatwa nemhosva yekuba vana vaviri

01 Dec, 2022 - 14:12 0 Views
Abatwa nemhosva yekuba vana vaviri Dare

Kwayedza

PREMIUM

Zvikomborero Parafini

MUDZIMAI wekwaRusape akatongerwa kugara mujeri kwemakore 10 mushure mekubatwa nemhosva yekuba vana vaviri vachangozvarwa, avo akaba muna2013 na2015, ndokuvarera sevake.

Enator Marumani (48) akabvuma mhosva yekuba vana ava paakamiswa pamberi pemutongi Ruth Moyo mudare reHarare Magistrates’ Courts avo vakamutongera kugara mujeri kwemakore mashanu pamwana.

Akazobvisirwa mamwe makore maviri nechitsidzo chekuti anofanirwa kuita hunhu hwakanaka.

Pachiitiko chekutanga, dare rakanzwa kuti Natasha Chikwanha akabara mwanakomana wake nemusi wa21 Chivabvu 2013 pakiriniki yekuZengeza, kuChitungwiza.

Padarika masvondo matatu, akatanga kurwadziwa nepachipfuva ndokuenda kuChitungwiza Central Hospital uko akaudzwa kunzi aende kuSally Mugabe Central Hospital kunobatsirwa ikoko.

Musi wa13 Chikumi, Chikwanha akaenda kuSally Mugabe Hospital uko akarapwa ndokunzi achidzokera hake kumba.

Asi nekuda kwemarwadzo, aita...

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links