Masamba asiyana . . . Mapurisa voda tsamba ‘svinu’

4 years ago | July 27, 2020

Masamba asiyana . . . Mapurisa voda tsamba ‘svinu’

MAPURISA ave kuda magwaro ane tsanangudza dzakadzama kubva kuvanhu vanofamba kusanganisira tsamba yakasainwa ...

Vanhu 34 vafa muZimbabwe

VANHU 34 vafa muZimbabwe nekuda kweCovid-19 kusvika pari zvino uye huwandu hwevari kuwanikwa vaine chirwere ichi mushure ...

4 years ago | July 13, 2020

Vobatsira Zimbabwe kurwisa Coivd19

HURUMENDE svondo rapera yakabatsirwa nezvekushandisa mukurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 nemasangano anoti ...

Vanasikana vosimudzirwa

SANGANO rinomiririra kodzero dzevasikana reShamwari Yemwanasikana rakaparura chirongwa chinodaidzwa kuti "Girls Rights ...

4 years ago | June 23, 2020

Vamwe vonwa sanitiser

VAMWE vanhu vari kudzoka muZimbabwe vachibva kunze kwenyika vanonzi vari kuisa utano hwavo panjodzi huru nekunwa kwavari ...

‘Siyai zvekuitisa maextra lessons’

HURUMENDE inoti iri kushushikana nezviri kuitwa nemamwe maticha ayo ari kuitisa vana vechikoro zvidzidzo zvema"extra ...

Vakaremara voti vaomerwa

CHIKWATA chemutambo wecricket chevanhu vanorarama nehurema, cheZimbabwe Differently Disabled Cricket Team, chinoti ...

Coronavirus: Idi nemanyepo

HAKUNA chikonzero chekuti vanhu vabvume kuti kutonhora kwakanyanya kana mamwe mamiriro ekunze angauraya utachiona hweCovid-19.

4 years ago | June 19, 2020

Votakura vanhu husiku

MUMIRIRI weBuhera South mudare reNational Assembly, Cde Joseph Chinotimba, vanoyambira vedzimotokari kusanganisira ...

Votsigira mabasa eutano

SANGANO reEuropean Union (EU) neSweden vari kuita mabasa ekutsigira nyaya dzeutano muZimbabwe kuburikidza nekusimbaradza ...

4 years ago | June 17, 2020

Mapurisa asunga vanhu 67 000

Munyori weKwayedza MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) vanoti vasunga vanhu 67 419 mumwedzi miviri nechidimbu ...

Vopinda nekubuda muZim pamadiro

MAMBO Chiswiti vekuMt Darwin, kudunhu reMashonaland Central, vanoti vari kushushikana zvikuru nekuda kwevanhu vari ...

Kuchengeta mask zvine utsanana

BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinokurudzira veruzhinji kuti kana vachida kuzodzokorodza kupfeka masiki yejira iyo ...

Zim yochema kuna Mwari

Tandayi Motsi PRESIDENT Mnangagwa nezuro vakatungamira munamato nekutsana kwenyika yose muchirongwa chekukumbira kuna ...

Varwere 62 vapona Covid-19

Tandayi Motsi HURUMENDE inoti kunyangwe zvazvo huwandu hwevanhu vari kuvhenekwa vachiwanikwa vaine Covid-19 huri ...

4 years ago | June 16, 2020

CBZ yobatsira neamburenzi

GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr Obadiah Moyo, svondo rapera vakagashidza rubatsiro rweamburenzi kuHarare ...

4 years ago | June 12, 2020

Covid-19: mahomva otaura -‘Gezai mamasiki’ -‘Moita hutsanana’ ...

Phillipa Mukome-Chinhoi VERUZHINJI vari kukurudzirwa kuti vasapfeke kana kushandisa mamasiki anenge aine tsvina asi kuti ...

Tava kumbozama chivanhu: Mambo

Kingstone Mapupu MASVIKIRO nen’anga vekuHurungwe, kuMashonaland West, vari kuronga kuita mutambo webira rekutsvaga ...

Zimpapers younganidza rubatsiro rweCovid-19

Muchaneta Chimuka KAMBANI huru munyaya dzezvenhau munyika muno, yeZimpapers, yakaparura chirongwa chekuunganidza mari ...

‘Misai moto wesango’

Muchaneta Chimuka HURUMENDE iri kutarisira kuti kupiswa kwemasango kuchaderera nechikamu che25 percent mwaka uno izvo ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey