Blogs

4 years ago | November 8, 2019

Vodzidziswa kutyaira magiredha

Kingstone Mapupu IMWE kambani yakaparura chirongwa chekudzidzisa vana vechikoro vari kumatunhu ose enyika kutyaira ...

4 years ago | November 7, 2019

Mamiriro akaita kunze

KUNZE kunotarisirwa kunge kuine zuva uye kuchipisa zvikuru munyika yose kubva nemusi weChitatu. Kunyangwe zvazvo ...

5 years ago | November 1, 2019

‘Chengetai mapere nenyoka’

Kingstone Mapupu BAZI reZimbabwe National Parks and Wildlife Management Authority rinoti rakatanga kupa marezinesi kune ...

Zvimwe zvekuita panguva yekupisa

Malven Mugadzikwa NYIKA yeZimbabwe yakatarisana nenguva yekupisa kwakanyanya pari zvino uye kupisa uku kuri kutarisirwa ...

Tishamwaridzane

VETISHAMWARIDZANE makandigonera, ndakatoroorwa ndave kubika mumba mangu saka vaifona pa0773 985 245 chiregai henyu. ...

zvigwaya zvakaomeswa zvine dovi

HOVE inonzi chigwaya yakaomeswa ine dovi kudya kwechivanhu uye kunochengetedza utano nekurwisana nezvirwere. Svondo ...

5 years ago | October 29, 2019

Zvekuita nguva yekupisa

Malven Mugadzikwa NYIKA yeZimbabwe yakatarisana nenguva yekupisa kwakanyanya pari zvino uye kupisa uku kuri kutarisirwa ...

5 years ago | October 25, 2019

‘Hatidi yunifomu kuvhasiti’

VADZIDZI vekumayunivhesiti nemakoreji pamwe chete nevabereki vari kupa mafungiro avo akasiyana pamusoro pechikumbiro ...

Mungano zvinoitika

UCHITSIGIRA nengano shanu, jekesa kuti mungano kunyange zvinhu zvinonzi hazviitiki muupenyu mungano zvinoitika. [25]

Mamiriro ebvunzo

KUNE avo vose vari kuita zvidzidzo zvavo zveChiShona neboka rinotungamira bvunzo reZimbabwe School Examinations Council ...

Kudzidza hakupere nebvunzo

TINORAMBA tichingopanda nekutsvaga ruzivo kubva mune zvakawanda muchiShona chedu kuti tigovawo magodobori emutauro ...

5 years ago | October 18, 2019

Gukura anotiza

A-LEVEL ― ngano dzamatambidzanwa Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinopedzisa mubvunzo watakasiira panzira svondo rapfuura ...

Tsumo nemadimikira namukanya

Mhinduro yesvondo rapera: Chekuba hachigari. Vanhu vatema vaikurudzira hunhu hwakanaka pamwe chete nekushanda. Kana ...

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti rize. Vamwe vanoti chinyavada, chinyaride kana kuti chimhiriri. Hedzinoi ...

‘Mwanasikana rega kuzvitarisira pasi

Malven Mugadzikwa VANASIKANA vanofanira kuramba vachienderera mberi nechikoro uye havafanire kuzvitarisira pasi asi kuti ...

Sando kuKwayedza: St Johns Chikwaka

Daphne Machiri CHIKORO cheSt Johns Chikwaka chiri kuGoromonzi chiri kurumbidza bepanhau reKwayedza nekubatsira kwariri ...

Vana vogadzira jamhu kuchikoro

Malven Mugadzikwa CHIKORO cheSt Angela chiri kuBorrowdale,muHarare,chinoti chinoda kubura vana vonokwanisa kushanda ...

Kukaringa nyama yehwai

NYAMA yehwai inonaka zvikuru kana ichinge yakaringwa zvemhando yepamusoro. Svondo rino Memory Mutandiri wekuMarondera ...

Angova madirativhange

Ticha Danga NGUVA ino yava yekuti fare-fare tindike. Tinofanirwa kuziva kuti mukana wekumborova bhora rechikweshe ...

5 years ago | October 17, 2019

Tengai nehungwaru: CZR

Malven Mugadzikwa SANGANO revemabhizimisi ezvitoro, reConfederation of Zimbabwe Retailers (CZR), rinoti vatengi ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey