Blogs

7 years ago | December 23, 2016

Duramazwi

Diramhamba — Ichi chipfuyo, kunyanya chakaita sebhuru, chinopihwa kumudzimu wemusha.  

Kuyaruka pfungwa

Ticha Danga— MUCHIKAMU chadarika hatina kuzokwanisa kupedza chikamu kana kuti danho repiri rekuyaruka nekukura ...

DETEMBA TINZWE

Zvave kusvodesa naStella Chegovo Maitwaseiko vana vemazuvano Kutererra vakuru hamuchadi Zvave kusvodesa zvomoita

Kuti mutambo ufambire mberi

Munyaradzi Gunduza 8. Ndezvipi zvinoitwa nevatambi vanotevera zvinoita kuti mutambo Kereke Inofa ufambire mberi? (a) ...

Zvinoitika: Dr Manangazira

MUKURU anoona nezvekudzivirirwa kwezvirwere kubazi rezveutano nekurerwa kwevana (director of epidemiology and disease ...

Zororo riri kudenga!

NYIKA yese vana inongove, “Mvura naya-naya, tidye mupunga; Mvura naya-naya tigodya mapudzi!” Kana uri mupunga, kwangove ...

7 years ago | December 16, 2016

‘Kwayedza ine chekuita nekupaswa kweShona’

MUKURU wedzidzo kudunhu reManicaland, VaEdward Shumba, vari kutenda bepanhau reKwayedza nekusimudzira kwariri kuita ...

Duramazwi

MAREYAMHURU— Uku kuchinjika kunoita mwana ari mudumbu ramai vake, zvinogona kukonzera njodzi. Mareyamhuru zvakare ...

Chenjera njodzi

naOscar Gwiriri Uchipesana nedzimwe, vatyairi vachipesana newe;Unenge uchikwenya, gumbo kumafuta;

O-LEVEL — KEREKE INOFA :Zvidzidzo zvirimo

Munyaradzi Gunduza— 7. Nyora zvidzidzo zvisere zveupenyu zvawakawana mumutambo Kereke Inofa uchitsigira ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Kutokonya pfungwa

Ticha Danga— BVUNZO rakauya tikarinyora rikapfuura. Zvatakakohwa tava kuzviziva. Chatamirira kuwana nzvimbo ...

7 years ago | December 9, 2016

Ini ndiri mukadzi ane makore 26 nemwana 1, ndiri mutsvuku, murefu ...

NDIRI mukomana ane makore 29, ndinotsvaka musikana wokuroora ari pachokwadi asina chirwere ane makore 25 zvichidzika. ...

Mashura zuva kubuda rimwe risati rany’ura?

MAZVITA haiendi kubhangi, asi zvinongofadza kutendwawo. Ndosaka zvichinzi, tendai muchero uwe. Pese panoitwa nhendo, ...

7 years ago | December 1, 2016

Mbizi Govt Sec yavhurwa

Muchaneta Chimuka CHIKORO cheMbizi Government Secondary School, chiri kuHighfield, muHarare, icho chakavakwa senzira ...

Oceanwaves inovaka vana

. . . nekuvadzidzisa mabasa emawoko Malven Mugadzikwa CHIKORO cheOceanwaves Junior Private School, icho chiri kuRydle ...

Zimpapers yakabatsira chikoro

Muchaneta Chimuka KAMBANI huru mune zvenhau muZimbabwe, yeZimpapers, svondo rapera yakapa marimba kuchikoro cheGert Nel ...

Ndomuroora here?

MUBVUNZO: Ndiri mukomana ane makore 25 uye ndiri kufambidzana nemusikana mukuru kwandiri nemakore maviri. Dambudziko ...

kwayedza: nemo nemo

Munyaradzi Gunduza l Vana vakaverenga kwayedza vakafara HAPANA chinhu chinofadza pakunyora bvunzo sekusangana nezvimwe ...

Mafambiro emhuka

Ticha Danga KANA tonyoTra zvinyorwa zvedu tave kuzvikoro zvepamusoro tinofanirwa kuratidza kuti takawana hwaro ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey