NHAU DZEKUMATARE

8 years ago | April 8, 2016

Musikana webasa anorova ‘bhasa’. . . nekumudira mhiripiri kumeso

Yvonne Chidochashe Manyanja PANE musikana anoshanda mumba akamiswa mudare redzimhosva achipomerwa kutema amai ...

8 years ago | March 31, 2016

Shamwarikadzi yakafira $2

PANE mukomana wekwaMurambinda, kuBuhera, akasungwa nemapurisa eko achipomerwa kuponda shamwarikadzi yake iyo yaakange ...

‘Kushayawo mwana handi kuda kwangu’

Janet Chikotosa MUKADZI wekuti akarambwa neaimbova murume wake nekuti haana mbereko akadunura mudare achiti kwakange ...

Mamvemve haana kumubatsira

Janet Chikotosa SAMUSHA vekuda kunzvenga kubhadhara mendenenzi apo vainyepera kunge rombe nekuuya kudare vakapfeka ...

Ochemedzwa nevana…‘Vanondiseka hanzi baba mune siki, hiv’

Yvonne Chidochashe Manyanja MURUME samusha wekunzi akapata musha kwemakore mana ndokuzodzoka ave kurwara nemukondombera ...

Muroora odzinga vamwene pamba

Yvonne Chidochashe Manyanja PANE muroora anonzi anogara achitukirira, kunanga huroyi nekudzinga vamwene vake pamusha ...

Kana baba vagumbuka…Vanorasa chikafu kumarara

Yvonne Chidochashe Manyanja VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa apo mumwe mukadzi akati murume wake ane katsika kekutora ...

8 years ago | March 25, 2016

Anogara nechikomba murume wake aripo

Yvonne Chidochashe Manyanja MURUME wekuunzirwa chikomba mumba nemukadzi wake, icho anotogara nacho iye aripo, akapotera ...

‘Iwe waingova murume wezita’

Janet Chikotosa MUMWE murume akachema-chema mudare achiti aimbove mukadzi wake ane katsika kekushinha nemurume ...

Mukuwasha akandirongera: Ambuya

Yvonne Manyanja MUKUWASHA anonzi akarongera ambuya vake “gen’a” rekuvatyisidzira kuti vadzose $1 500 iyo akange apa ...

8 years ago | March 24, 2016

Akaendesa zvipfeko zvemukadzi kun’anga

Yvonne Chidochashe Manyanja SAMUSHA vekupa mukadzi gupuro vanonzi vakazorwadziwa mushure mekunge ave kudanana nemumwe ...

‘Mweya wetsvina unondidariso’

Yvonne Chidochashe Manyanja TEZVARA wekuzvambaradza hanzvadzi yake pamwe chete nemuzukuru achivarova pamazamu apo anoti ...

‘Ndimi munotadzisa mvura kunaya’ – vazukuru ...

Yvonne Chidochashe Manyanja VAMWE sekuru vakachema-chema mudare vachiti vazukuru vavo vaviri vari kuvapomera huroyi ...

8 years ago | March 23, 2016

‘Ndimi munotadzisa mvura kunaya’

Yvonne Chidochashe Manyanja VAMWE sekuru vakachema-chema mudare vachiti vazukuru vavo vaviri vari kuvapomera huroyi ...

‘Mweya wetsvina unondidariso’

Yvonne Chidochashe Manyanja TEZVARA wekuzvambaradza hanzvadzi yake pamwe chete nemuzukuru achivarova pamazamu apo anoti ...

8 years ago | March 4, 2016

‘Amai muri pfambi yemakoko’

Yvonne Chidochashe Manyanja PANE mukomana ari kuti amai vake ipfambi yemakoko uye vane marambadoro zvekuti kana vadhakwa ...

Vakadzi vaitamba vari musvo

Kingstone Mapupu VAGARI vekwaMurambinda Growth Point, kuBuhera, vanonzi vakaita chipatapata husiku hwemusi weChishanu ...

Akaremadzwa nemuteuro

Yvonne Chidochashe Manyanja VANHU vaive mudare vakaoma mate mukanwa apo mumwe mukadzi akati akaremara gumbo mushure ...

‘Ndiwe wakandizadza chirwere’

Janet Chikotosa MUKADZI wekuti murume wake akamupa chirwere ndokuzomudzinga muimba yekurara kuti awane mukana wekusasana ...

Onetserwa chikwereti

Janet Chikotosa MUKADZI wekuti ari kushungurudzwa nemushandi wepakambani yake nekuda kwechikwereti chemari yemuhoro ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey