NHAU DZEKUMATARE

8 years ago | January 22, 2016

Nhaka yaramba l ‘Babamudiki handichada nezvenyu’ l ‘Ndibvirepo, ...

Janet Chikotosa NYAKUGARWA nhaka nababamudiki mushure mekufa kwemurume wake akazozvidemba apo akange ave kudzingwa pamba ...

‘Mweya’ unomutuma kuzvambura mukadzi

Nyasha Chabvonga PANE mukadzi anoti anogara achirohwa kunge nyoka yapinda mumba nemurume wake apo anenge akabatwa “nemweya”.

‘Ndakarohwa nemurume ndikasvodza’

Yvonne Chidochashe Manyanja VANHU vaive mudare vakashamiswa zvikuru apo mumwe mukadzi akati murume wake ari ...

Ogara panze mumba muine maroja

VANHU vaive mudare vakasiririswa apo mumwe mukadzi akati hanzvadzi yake yakamudzinga mumba yavakasiirwa nevabereki vavo ...

8 years ago | January 15, 2016

Handisi zera rekurambwa’. . . ‘apa wandichembedza’ . . . ‘igodo ...

IMWE chembere yakademba mudare ichiti murume wayo ave kuidzinga pamusha achiti ipfambi uye muroyi zvichitevera kutora ...

‘Waparadza musha nemakuhwa iwe’

Nyasha Chabvonga MURUME wekuendeswa kudare nemukadzi wake achinzi haazi kuchengeta mhuri yake nekuda kweshamwarikadzi ...

Bhudhi voburitsira sisi banga

Yvonne Chidochashe Manyanja MUKADZI wekubatirwa banga nehanzvadzi yake mushure mekunetsana pamusoro pemba yakasiiwa ...

Anorova amai, nekuvatukirira

Janet Chikotosa MWANAKOMANA wekugara achirikita pamwe nekutukidzira zvinyadzi amai vake nekuda kwepfuma yenhaka yababa ...

‘Mukadzi wangu anobata-bata’

Janet Chikotosa MURUME wekuendeswa kudare nemudzimai wake achinzi ari kumushungurudza akati anorova pamwe nekutuka ...

8 years ago | January 8, 2016

Akaponda sekuru kuti adanane naambuya

MAPURISA ekuMarondera ari kuferefeta mhosva yemurume anonzi akaponda sekuru vake nechinangwa chekuti asare ...

‘Muramu anondipindira mubhedhuru ndirere’

Nyasha Chabvonga MUKADZI wekuDomboshava wekuti ari kupfuviswa nemunin’a wemurume wake uyo anomupindira mumba arere ...

Akapondwa paGoredzva

MURUME wekuSt Mary’s, kuChitungwiza, akamiswa mudare achipomerwa mhosva yekuponda munhu waakange achiedza kurandutsira ...

Huku dzakaisirwa muchetura

MURIMI wemubhuku raChigora, kwaShe Mangwende, kwaMurehwa, akagurwa kunorira apo akarasikirwa nehuku 14 munyaya ...

HIV/AIDS, vechidiki nekusarura

VANA vanozvarwa vaine utachiona hweHIV vari kukura zvekusvika pazera rekuroora kana kuroorwa, inova nguva inorwadza ...

Tezvara nemukuwasha tiba

Cassius Mushore TEZVARA nemukuwasha vakatsvukisirana maziso mudare nenyaya yeroora apo tezvara vaitsika madziro vachiti ...

‘Wakandisiira masofa uchitiza musha’

Cassius Mushore MUPURISA wekunzi akatapurira mudzimai wake chirwere chepabonde ndokumutengera masofa senzira yekukumbira ...

Baba vanofamba mumba vari musvo vana varimo

MURUME wekuendeswa kudare nemukadzi wake achinzi anomushungurudza kuburikidza nekushinha naye vana vavo vachiona pamwe ...

8 years ago | December 25, 2015

Ndakamboita chipfambi: Mukadzi wemunhu

VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi akaroorwa akadura kuti akamboita gumbo mumba, gumbo panze ...

‘Mimba handi yangu, hande kun’anga’

Cassius Mushore VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akaramba pamuviri pane mukadzi wake achiti ...

Akarova chigure chikatyoka ruwoko

MURUME wekuBeatrice uyo anoshanda semutyairi wetarakita akatongerwa kunodya refovhoro zvichitevera kubatwa kwaakaitwa ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey