NHAU DZEMUNO

6 years ago | June 22, 2018

Akafira nyoka ‘yake’

MURUME wekwaMashayamombe, kuMhondoro, ari kunzi akazviuraya nekunwa muchetura mushure mekunge nyoka yaanonzi anga ...

Guva idzva rakafukunurwa

. . . chitunha chikatorwa . . . pakaonekwa zitsoka ‘. . . aya mabasa evaroyi’ VANHU vainge vachangobva kuviga mutumbi ...

Zvikoro zvokasika kuvharwa

BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinoti zvikoro zvichakasika kuvharwa nemusi wa26 Chikunguru uye danho iri ...

Zviwanikwa zvezimbabwe –

Juliet Sharon Tom— chipembere ubhejane/Black Rhinoceros CHIPEMBERE pachiRungu chinodaidzwa kuti “Black rhinoceros” ...

‘Ehe, wakandibata nechikomba . . .’

Janet Chari— MUKADZI wekubatikidzwa aine chikomba nemurume wake anoti ari kuona ndondo nekushungurudzwa nekuda ...

Ndatadza kuita mwana

MUBVUNZO: Sekuru, ndine dambudziko rekushaya mwana. Ndiri murume ane makore 30, ndakaroora kaviri asi vakadzi ...

Mazamu pachena asi mabvutirwa hembe?

HANDIDI kurambira munyika yakare, nekuti ndingazosara ndega vamwe vese vapera kuenda nenyika yeWi-fi, Sci-fi, Artificial ...

Vana vakadyisa baba nembwa

Andile Tshuma— VARUME mukoma nemunin’ina vakasungwa nemapurisa vachipomerwa mhosva yekuuraya baba vavo kuNkayi ...

Kushungurudzwa zvakarerekera kunyaya dzepabonde uri pabasa

Geraldine Tendai Kabaya— PAMABASA panoitika zvinhu zvakawanda. Zvinhu izvi zvinosanganisira zvinokanganisa raramo ...

6 years ago | June 15, 2018

Sarudzo: zec yogashira mazita evachakwikwidza

GADZIRIRO dzesarudzo dzichaitwa musi waChikunguru 31 dzave padanho repamusoro uye neChina svondo rino mapato ari kuda ...

Odanana ne‘village’ rose

MUDZIMAI anopinda chechi yeJohane Masowe weChishanu uyo akaroorwa kwaSeke — nyakunzi akaita chipfambi aine mimba ...

Soul Jah Love naSeh Calaz vari kutotsvagawo nzira

URI kuenda wega here kana kuti pane vari kukuendesa, zvichireva kuti uri kuendeswa kufanana nekuitiswa? Variko vamwe ...

Delta yovaka zvikoro

. . . nekupa vana mabhezari KAMBANI inogadzira zvinwiwa, yeDelta Corporation, iri kubatsira pakusimudzira dzidzo ...

Tinoshandisa magadziko kuvhura madoor: muroyi

‘Ummm, chiropa chemunhu kunaka!l ‘Ummm, chiropa chemunhu kunaka! Danisa Masuku— MWANA mukomana ane makore mashanu ...

Ecobank yodyara miti muzvikoro

BHANGA reEcobank — rakabatana nemapoka anochengetedza masango anosanganisira reEnvironmental Management Agency (EMA), ...

‘. . . ndinofuma ndirere panze’

MURUME wekuMberengwa anoti akadzingwa kumusha kwake nehama nevavakidzani vake nekuda kwekuti anongofuma arere panze asi ...

Ticha wekutsengwa ‘nhingirikini’ ava nani

MUDZIDZISI wepachikoro cheRio Tinto Secondary School chiri kwaMubaira, kuMhondoro — uyo akatsengwa-tsengwa sikarudzi ...

‘Itai mabhindauko muzvikoro’

. . . zvikoro zvichiwana mari . . . vana vodzidza pachena NHENGO iri kukwikwidza musarudzo dzedare reParamende ...

Vavakidzani vaburana . . .

‘Uri kuda kutora murume wangu’ Gamuchirai Muzanenhamu— MUDZIMAI wekuendeswa kudare nemuvakidzani wake achinzi ari ...

Haye osendeka zvetsiva

. . . ndakabata basa AIMBOVE shasha yetsiva ine mabhande eWorld heavy-weight – David Haye (37 – ari ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey