NHAU DZEMUNO

6 years ago | June 15, 2018

Zviwanikwa zveZimbabwe

Juliet Sharon Tom— NZOU Indlovu/Elephant NZOU (African elephant) ndiyo mhuka huru pamhuka dzose dzinofamba ...

Mhuri dzinorarama mumhirizhonga

Danai Chirawu— NYAYA dziri pamusoro pemhirizhonga hadzisi itsva muZimbabwe, dzagara dzinotaurwa kwete maringe ...

‘Ndotorerwa mudzimai nechikomba’

Gamuchirai Muzanenhamu— MUMWE mudzimai anoti ari kuoneswa ndondo nemurume wake uyo anoenda kubasa kwake achinotuka ...

6 years ago | June 8, 2018

Mambo voregerera ‘sisi’ vekuvarovera ‘mini-skirt’

Leonard Ncube ari kuVICTORIA FALL MAMBO Siabuwa (52) vekuBinga, vanoti vakaregerera musikana ane makore 17 okuberekwa, ...

– zviwanikwa zvezimbabwe –

Juliet Sharon Tom NYATI Inyathi/Buffalo NYATI ndiyo bedzi mhuka iri muchikwata chemombe inogara musango uye yakasiyana ...

Pamwe iwe ndiwe wapwanyika pfungwa

MUGOVERA Ndakaenda kumuchato weshamwari yangu Manu ndakachena kunge maModel emuMagazine chaiwo. Ndakanga ndagerwa cut ...

6 years ago | June 7, 2018

Ticha orohwa vana vechikoro vakayeva

Janet Chari MUDZIMAI anoshanda semurairidzi anoti haana rugare nekuda kwekatsika kari kuitwa neaimbove murume wake uyo ...

6 years ago | June 1, 2018

Ndinokorobheswa makuva: muroora

Kingstone Mapupu MUROORA weimwe mhuri yemubhuku raMbizi, kuVillage B, kwaKowo, kwaMutoko, anoti ava kusvuuka kana kuti ...

Sarudzo Chikunguru 30

Tandayi Motsi PRESIDENT Mnangagwa neChitatu svondo rino vakatara musi waChikunguru 30, 2018 kuti ndiro zuva richaitwa ...

Tezvara vakabatikidzwa nemuroora

Kingstone Mapupu VAGARI vekwaMasembura, kuBindura, svondo rapera vakasara vasina nechekutaura zvichitevera nyaya yavamwe ...

Makore 112, vazukuru 240

Kingstone Mapupu CHEMBERE yava nemakore 112 ekuberekwa — iyo ine vazukuru 40 nezvizukurubvi 200 — inoti yararama ...

NetOne yakapa $25 000 kunbsz

Muchaneta Chimuka KAMBANI yeNetOne svondo rapera yakapa rubatsiro rwe$25 000 kuNational Blood Service Zimbabwe (NBSZ) ...

Mwana wekuzvimba dumbu akaburitswa 18kg chinyama

Kingstone Mapupu MWANASIKANA wekuBuhera ane makore 16 okuberekwa — uyo akabuda muKwayedza nguva pfupi yadarika achiti ...

Ngozi yekuda nzou 50: Hapana chati charipwa

Kingstone Mapupu NGOZI yemurume wekufa nekupondwa wekwaNembudziya, kuGokwe — iyo ine mweya uri kuti unoda kuripwa nenzou ...

Mwana (12) akafushirwa ari mupenyu

Muchaneta Chimuka MUNYAYA inosiririsa zvikuru, kuZaka kune kamwana kakomana kemakore 12 ekuberekwa ako kakafa pazororo ...

‘Ndinozadzwa sti nemurume wangu’

Gamuchirai Muzanenhamu MUKADZI akaroorwa ari kudunura achiti murume wake anogara achimuzadza zvirwere zvepabonde uye ...

Zvoto zvine mazera

ZUVA resarudzo dzegore rino rakaziviswa nemutungamiri wenyika President Emmerson Mnangagwa, kubudikidza nezvakanyorwa ...

‘Usaite chiname neni’

Janet Chari MUMWE mukadzi anoti aimbove murume wake ave kuita “chiname” naye sezvo ari kuramba achienda kwaave kugara ...

‘Hapana zvinoyera, itsika yekwedu’

Munyori weKwayedza VEKUMHURI kwainge kwakaroorwa Cathrine Chiyanike vanoti hapana zvinoyera pachivanhu kuti muroora ...

– zviwanikwa zvezimbabwe –

MBADA / INGWE (Ingwe/African leopard) MBADA imhuka yakanaka uye inoyevedza zvikuru kuiona. Mhuka iyi inganzi ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey