NHAU DZEMUNO

6 years ago | June 29, 2018

Kushinga: ‘Tinobura nyanzvi’

MUKURU wekoreji yeKushinga Phikelela Polytechnic iri kuMarondera, VaRoy Mavunga, vanoti chikoro chavo chabura nyanzvi ...

Mombe yekutaura ‘part ii’

Muridzi wayo haana kuuya kudare  Zvino ndava kumusunga – Mambo Abel Zhakata ari kwaZIMUNYA MHOMHO yevanhu vakaungana ...

President vosangana nematicha

Leonard Ncube ari kuVICTORIA FALLS— PRESIDENT Mnangagwa vari kutarisirwa kusangana nevairidzi pamusangano uchazeya ...

Mwana (11) ogara mudondo

KAKOMANA kemakore 11 ekuberekwa kemubhuku raMatemera, kwaMashayamombe, kuMhondoro, kari kugara musango semhuka ...

‘Ndakabata mukadzi wangu nechikomba’

Gamuchirai Muzanenhamu— MURUME wekuzama kushandisa dare redzimhosva kuti arambe mudzimai wake akazoshaya pekupinda ...

‘Hatidi mhirizhonga’

Vhimai vakabhomba kuByo’ ‘Zimbabwe inoda runyararo RUZHINJI muZimbabwe vari kushora mabasa ehugandanga zvichitevera ...

Murume oudzwa kuti . . .

Janet Chari— MUDZIMAI anogara kuBorrowdale, muHarare, anoti ari kushaiswa rugare neaimbove murume wake uyo ...

‘Murume akatorwa ini ndiri kuruzevha’

Janet Chari— MUMWE mudzimai anoti akagurwa kunorira apo akazoziva kuti mukadzi waaichengeta achifunga kuti ...

– Zviwanikwa zvezimbabwe –

Juliet Sharon Tom—   FURA/CHIPEMBERE Umkhombo/White rhinoceros CHIPEMBERE chinodaidzwa kunzi fura paChiRungu ...

Gonyeti rehuipi rapera dhiziri

IMBWA HAIHUKURE SADZA TAKAMIRIRA kunzwa kuti mombe yekwaZimunya, kwaMutare, yekutaura chiManyika yakazotaura zvimwe ...

‘Mukoma imbavha, uku oti makaro’

Gamuchirai Muzanenhamu— MUNIN’INA akaendesa mukoma wake kudare redzimhosva achiti ari kupinda mumba make ...

Kasikana konyora mabhuku

MUSIKANA wechidiki, Michelle Nakai Maruta (20), ave kuita zvinorova nekunyora mabhuku eShona neechiRungu ayo aanoti ari ...

6 years ago | June 26, 2018

Murume oendesa mabhurugwa amadhamu kun’anga

PANE madzimai maviri anga akaroorwa pabarika ayo ari kupomera murume wavo kuti akatora zvipfeko zvavo zvemukati, ...

Akadzoka kujeri mukadzi atorwa

Janet Chari— MURUME wekumbopika jeri kwemakore manonwe mushure mekunge aponda shamwarikadzi yake anonzi amuka ...

6 years ago | June 25, 2018

‘Kuroora’ mwana kwamupinza mumoto

KUTIZIRWA nekasikana kasati kabva zera kwakapindukira mumwe murume wekwaSeke apo akadhonzerwa kumatare nemhosva ...

6 years ago | June 23, 2018

President Mnangagwa vapunyuka kuputiika kwaitika pagungano reZanu-PF

na Mabasa Sasa naTendai Mugabe vari kuBulawayo Mutungamiriri wenyika President Mnangagwa vapunyuka kuputika kwaitika ...

6 years ago | June 22, 2018

‘Vane nharo huyai muzvinzwire . . .’

Mombe iri kutaura chimanyika ‘feya-feya’ Abel Zhakata ari kwaMUTARE— MUNYAYA inofungidzirwa kuti ine chekuita ...

Mudzimai orohwa ari musvo

. . . otiza vanhu vachimuonerera Gamuchirai Muzanenhamu— MUKADZI akaroorwa anoti murume wake ane tsika yekumurova ...

Zvikoro zvitsva 2 000

 ‘Dzidzo ikodzero yemwana wose’ BATO riri kutonga reZANU-PF rinoti rinokoshesa zvikuru kuwanikwa kwedzidzo nemwana wose ...

Akafira nyoka ‘yake’

MURUME wekwaMashayamombe, kuMhondoro, ari kunzi akazviuraya nekunwa muchetura mushure mekunge nyoka yaanonzi anga ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey