NHAU DZEVARIMI

8 years ago | March 25, 2016

Kurima hanyanisi nemazvo

Mudhumeni mukuru Ivan Craig HANYANISI tinoziwa basa radzo tose, vanhu vazhinji vanodzishandisa muchikafu kuitira kuti ...

8 years ago | March 18, 2016

ILO yosimudzira vechidiki

SANGANO reInternational Labour Organisation rovandudza mabasa ekurima evechidiki kudunhu raMambo Njelele, kuGokwe ...

Kuchengetedzwa kwemidziyo yekurimisa

Mudhumeni Mukuru Ivan Craig MIDZIYO (machinery and implements) inodhura kutenga asi inozodhurisisa kana tikatadza ...

8 years ago | March 11, 2016

Varimi vochema nekupwa kwedhamu

VARIMI vekwaSabhuku Muroyi kwaShe Nhema, kuZaka vochema-chema zvichitevera kupwa kwakaita dhamu reChinyika iro ...

Kushandisa midziyo zvisina njodzi

Mudhumeni Mukuru Ivan Craig CHERO ririripi basa pamusha kana papurazi, rinoda mushandi akasimba uye ane utano hwakanaka. ...

8 years ago | March 4, 2016

Kugadzirira shoo yevarimi

Mudhumeni Mukuru Ivan Craig SHOO mukana unopihwa varimi munharaunda mavo kamwe chete pagore kuti varatidzire pamwe ...

Vechidiki vorima mbatatisi

Muchaneta Chimuka VECHIDIKI vazhinji kudunhu reNyanga South vanonzi vari kubatsirikana zvikuru kuburikidza nekuwana ...

8 years ago | February 19, 2016

‘Varimi siyanai nechikiribidi’

VARIMI vakakurudzirwa kuti vasaite chitsotsi kana chikiribidi chekupinda mumakwikwi ekurima eshoo nezvirimwa zvavanenge ...

Varimi 14 vakahwinha

VARIMI gumi nevana kubva kumativi mana eZimbabwe, avo vakapinda mumakwikwi ekutanga ari kurongwa neKwayedza achitsigirwa ...

8 years ago | February 12, 2016

Kurima chibage chemunyorondega

Mudhumeni Mukuru Ivan Craig MUZVINYORWA zvadarika takarairidzana marimirwo ebhinzi nemaringazuva. Izvi zvirimwa zvinoda ...

Varimi vakakumba mibairo

VARIMI vefodya vanodarika 25 vakawaniswa mibairo nekambani yeTobacco Sales Floor neChipiri svondo rino muguta reHarare ...

8 years ago | February 4, 2016

Mabasa ekuita nguva ino

Mudhumeni Mukuru Ivan Craig MBIRI kuna Jesu, dzimwe nzvimbo dzakawana mvura asi dzimwe dzichakaoma! Ino inguva iyo ...

Boka yagadzirira kutengesa wefodya

KAMBANI ine mukurumbira wekutengesa fodya munyika yeBoka Tobacco Auction Floors yovimbsa kuti yagadzirira zvizere mwaka ...

8 years ago | January 29, 2016

Marimiro kwawo embambaira

Murimi Mukuru Ivan Craig TAKATARISANA nekushomeka kwemvura mwaka uno, zvinobhadhara kurima zvirimwa zvakati wandei ...

Goho refodya ringangoderera

VARIMI vefodya vakarima chirimwa ichi nenzira yemadiridziro vakatangisa kukohwa panguva iyo pari kutyirwa kuti mwaka uno ...

8 years ago | January 22, 2016

Kurima bhinzi nemazvo

Mudhumeni Mukuru Ivan Craig APO mvura yekunaya iri shoma kudai, ndinoziva kuti varimi vazhinji vane shungu dzekurima. ...

Primeseed yosimudzira mbesa diki

KAMBANI ine mukurumbira munyika muno wekuuchika mbeu dzemiriwo nezvimwe zvirimwa zvidiki yePrimeseed yosimudzira mabasa ...

8 years ago | January 15, 2016

Kurima maringazuva nemazvo

Mudhumeni Mukuru Ivan Craig ZVAITAURWA nevanoona nezvemamiriro ekunze, Meteorological Department zvava kubuda pachena, ...

Novatek yochengeta huku dzechivanhu

KAMBANI ine mukurumbira mukuchengeta huku yeNovatek yovandudza mabasa ayo kuburikidza nechirongwa chekupfuya huku ...

8 years ago | January 8, 2016

Zunde raMambo rosimbaradzwa

CHIRONGWA cheZunde raMambo icho chine donzvo rekuwanisa vanotambura vakaita senherera nechirikadzi zvokudya ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>