Fembera-Fembera Tione!

22 Feb, 2019 - 00:02 0 Views
Fembera-Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu – uyo anove chizvarwa chemuZimbabwe asi aine mukurumbira pasi rose, anombogara kuSouth Africa kana kuUnited Kingdom uye ari kubuda pane imwe vhidhiyo iri kunetsa mazuva ano yemuimbi weZim-dancehall wemuno – ndiani.

Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva muimbi uyu.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links