Fembera-Fembera Tione!

01 Mar, 2019 - 00:03 0 Views
Fembera-Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino — uyo anove chizvarwa chemuZimbabwe asi aine mukurumbira pasi rose zvekare anombogara kuSouth Africa kana kuUnited Kingdom uye ari kubuda pane imwe vhidhiyo iri kunetsa mazuva ano yemuimbi weZim-dancehall wemuno — ndiani.

Mhinduro ndeinoti GEMMA GRIFFITHS uyo ari kubuda pavhidhiyo raWinky D rinonzi MuGarden.

Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi:

Gemma Griffiths — Mabande.

Kursty Corventry — Loveness Dandure, Shurungwi.

Gemmie Griffiths — Buju Chitamba Farm, paGan’a.

Gemma Griffiths — Whitney, Harare.

Gemma Griffiths — Antofagastus Makowero, Hopley.

Gemma — B. Paezah, Mfombi, Harare.

Share This:

Sponsored Links