Kwayedza
VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu — uyo anove mushakabvu uye aive nemukurumbira munyika muno nepasi rose wekuridza mbira, ane kambo kakanetsa zvikuru kanonzi Makuwerere — ndiani?
Musapfuurwe neKwayedza renyu resvondo rinouya kuti mugoziva muimbi uyu.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.