
Kwayedza

Malven Mugadzikwa
INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa iri kuMbare Musika nezvimwe zvitoro zviri muguta reHarare svondo rino.
Maranjisi chisaga – US$5 kana US$6
MaApples chisaga – US$8.50c kana US$9
MaApples bhokisi – US$11 kusvika US$20
Madora gaba – US$1 kusvika US$8 zvichienderana nekukura kwegaba racho
Mauyu gaba – US$2 kusvika US$5
Mazai crate – US$2.50c kusvika US$4
Bhinzi makapu maviri – US$1
Mhiripiri bhokisi – US$8 kusvika US$10
Garlic chisaga – US$30 kusvika US$40
Ginger/tsangamidzi – US$2 pa1kg
Mavise – US$0.50c kusvika US$5
Manhanga – US$0.50c kusvika US$10 rimwe chete
Makabhichi – US$0.30c kusvika US$1
Mbatatisi chisaga – US$2 kusvika US$12
Mbatatisi (murwi) – US$0.50c kusvika US$2
Hanyanisi (murwi) – US$0.30c kusvika US$1
Hanyanisi Chisaga – US$5 kusvika US$10
Mupunga wechivanhu (brown rice) – US$1 kapu imwe chete
Hupfu hwechimera – US$1 makapu maviri
Mbambaira – US$1 (gaba diki kana murwi) kusvika US$3 (gaba hombe)
Madhumbe gaba – US$1 kusvika US$5
Mumhare wechibage – US$1 makapu maviri kana matatu
Magogoya – US$1 kusvika US$2