Mitengo yezvirimwa nezvekurimisa

06 Jul, 2022 - 15:07 0 Views
Mitengo yezvirimwa nezvekurimisa Varimi vachitengesa zvirimwa kuMbare Musika muguta reHarare svondo rino.

Kwayedza

Malven Mugadzikwa

INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa nezvekurimisa iri kuMbare Msika nezvimwe zvitoro zviri muguta reHarare svondo rino.

Mbeu yechibage 5kg – kubva pa$8 167.50 kusvika $14 125 zvichienderana nemhando yacho.
10kg – $17 545 kusvika $24 232
Maranjisi chisaga – US$5 kana US$6
MaApples chisaga – US$8.50c kana US$9
MaApples bhokisi – US$11 kusvika US$20
Madora gaba – US$1 kusvika US$8
Mauyu gaba – US$2 kusvika US$5
Mazai crate – US$2.50c kusvika US$4
Bhinzi makapu maviri – US$1
Mhiripiri bhokisi – US$8 kusvika US$10
Garlic chisaga – US$30 kusvika US$40
Ginger/tsangamidzi – US$2 pa1kg
Mavise – US$0.50c kusvika US$5
Manhanga – US$0.50c kusvika US$10 rimwe chete
Makabhichi – US$0.30c kusvika US$1
Mbatatisi chisaga – US$2 kusvika US$12
Mbatatisi (murwi) – US$0.50c kusvika US$2
Hanyanisi (murwi) – US$0.30c kusvika US$1
Hanyanisi chisaga – US$5 kusvika US$10
Mupunga wechivanhu (brown rice) – US$1 kapu imwe chete
Hupfu hwechimera – US$1 makapu maviri
Mbambaira – US$1 (gaba diki kana murwi) kusvika US$3 (gaba hombe)
Madhumbe gaba – US$1 kusvika US$5
Mumhare wechibage – US$1 makapu maviri kana matatu
Magogoya – US$1 kusvika US$2
Nyimo nyoro – US$1 kusvika US$5 (kubva pagaba diki kusvika hombe)
Nzungu nyoro – US$1 kusvika US$5 (kubva pagaba diki kusvika hombe)

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>