Tishamwaridzane

23 Jul, 2020 - 00:07 0 Views
Tishamwaridzane

Kwayedza

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwaridzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: [email protected] kana kutumira sms panhamba dzinoti: 0714 200 007.
*****
MAKADII henyu veTishamwaridzane? Ndiri mudzimai ane makore 25 nevana 2. Ndotsvagawo murume ane makore 30 zvichikwira, asi varume vevanhu kwete. Nhare yangu 0718 546 859.
**********
Ndiri mudzimai ane makore 40 nevana vaviri, ndinodawo murume ane vana vaviri anoziva Mwari, vari pamushonga kwete. Nhamba dzangu idzi 0771 955 183
**********
Ndiri murume ane makore 49, ndinotsvagawo mukadzi wekuroora, anofanira kuva neutano hwakanaka. Mondibata pa+27 657 405 153.
**********
Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 32, ndinotsvagawo mukadzi wekuroora. Ndine vana 2 uye ndiri pamushonga, anenge ndifarira nhare dzangu sms pa0718 595 208.
**********
Makadini? Ndanyorera ndanyorerazve ndishambadzeiwo, ndiri murume ane makore 49 nevanasikana vaviri vakura. Ndogara muHarare uye ndotsvagawo mudzimai wewanano. Ada ndibate pa0785 368 815 totaurirana zvizhinji.
**********
Mhoroi veKwayedza. Ndiri mukadzi ane makore 40 uye ndinotsvakawo murume ari pachokwadi. Ndinogara muHarare, anoda ngaandibate pa0718 851 216.
**********
Makadii vedare? Ndiri mukadzi ane makore 33 nevana 4. Ndinotsvagawo murume ane makore 35 – 40 akamboroora ane vake vana asi ari pamushonga kwete. Varume vevanhu kwete zvakare, andifarira ngaandibate pa0716 447 932.
**********
Makadii veKwayedza? Ndotsvaga murume ari pachokwadi ari HIV positive ane makore 27 kusvika 30. Ndine makore 24, andifarira ngaandibate pa0787 692 579.
**********
Makadii veKwayedza? Ndinotsvagawo mukadzi anoda zvemusha. Ndine makore 32, ndodawo ari pamushonga seni. Nhamba dzangu 0778 188 760.
**********
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 20. Ndinoda musikana ane makore 18 -19. Andifarira ngaandiibate pa0779 208 677.
**********
Ndiri mukadzi ane makore 40, HIV positive uye ndinodawo murume wekuwadzana naye ane makore 45 – 50. Ngaave ane rudo rwechokwadi ari positive seni. Vanotamba kwete, ndinoda anogona kutsvaga mari. Nhare yangu 0715 251 521 asi varume vevanhu kwete.
**********
Makadii? Ini ndiri murume ane makore 35 nemwana 1. Ndinotsvagawo mudzimai wekuroora ari pachokwadi anoda zveimba uye asina chirwere. Nhare yangu 0777 931 954.
**********
Munofara here? Ini ndiri right, ndiri mukomana ane makore 26. Ndinoshanda muGoverment uye ndinogara kwaMutare. Ndinotsvagawo musikana kana mukadzi ane mwana wake anoshandawo, akangogara kwete. Ndoda munhu ari serious, anondibata 0786 191 334. Ndatenda.
**********
Makadii zvenyu veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 35 nevana 2. Ndinodawo murume ane makore 40 kusvika 50. Ndinobatika pa0788 703 009.
**********
Ndiri mudzimai ane makore 32 nevana vashanu, ndiri kutsvagawo murume ane makore 43 kusvika 45 ane mhuri. Anoda ndibatei pa0775 170 114.
**********
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 28, ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 28 akanaka ari pachokwadi uye HIV negative seni. Ndinoshanda basa riri nane. Vari serious chete ndibatei 0788 097 509, ndiri muHarare.
**********
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzamai ane makore 24 nemwana 1, ndinodawo murume ane makore 28 kana 30 ari pachokwadi. Ndinobatika pa0776 556 199.
**********
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 35 nemwana mumwechete. Ndinotsvakawo murume anoda zvemba ane makore 40 kusvika 45 ari pamushonga. Ngaave nevana vaviri kana mumwechete. Andifarira ngaandibate pa0785 117 229.
**********
Makadii henyu? Ndiri mudzidzisi ndinotsvagawo musikana akatendeka wokuroora kubva pamakore 18 kusvika 25. Ini ndine makore 30. Ndobatika pa0775 751 037.
**********
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 26 ndotsvagawo musikana ane makore 21 kusvika 25 ari HlV negative. Anoda ngaandibate pa0779 020 668.
**********
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 43 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 35 kusvika 39. Andifarira ndibate pa0772 487 994.

Share This:

Sponsored Links