TISHAMWARIDZANE

07 Aug, 2020 - 00:08 0 Views
TISHAMWARIDZANE Tishamwaridzane

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye.
Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.
********
MAKADINI veKwayedza? Ndiri mudzimai ane vana 3 uye ndiri pamushonga. Ndine makore 33, ari pachokwadi ngaandibate pa0715 854 658. Asi matsotsi kwete ndapota zvangu nevarume vevanhu kwete.
*********
Ndinotsvagawo musikana wekuroora, ndiri mukomana ane makore 26. Ndiri pamushonga, nhare yangu 0782 052 579.
*********
Ini ndiri mudzimai ane makore 52 okuberekwa, ndine vana vaviri uye ndinotsvaga murume ane makore 49 zvichikwira ari HIV positive. Ngaafone pa0783 195 238.
*********
Ndiri mukomana ane makore 19, ndiri Form 5 uye ndinotsvagawo shamwari dzechisikana (penpals) dzekutaura nadzo. Vane makore ari pasi pe18 vanoda ndibatei pa0778 076 057.
*********
Makadii? Ndine makore 21 nemwana 1, ndogara kuMt Darwin uye ndinodawo murume ane makore 23 kusvika 32. Ngaave anoshanda asina mukadzi, asina chirwere uye asinganwi doro. Nhare yangu 0778 082 945.
*********
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 26, ndinodawo musikana ane makore 18 – 24 asi ngaave munaku. Asina chirwere ngaandibate panhamba dzangu dzinoti 0715 586 304.
*********
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 38 nevana 2 uye ndiri HIV negative. Ndiri muHarare ndinodawo murume ane makore 40 – 48 ari pachokwadi, asina mukadzi. Ndibatei pa0733 568 234.
*********
Makaita veTishamwaridzane, ndakazomuwana wandaida saka vose vachiri kufona panhamba idzi 0779 015 163 ngavachirega ndakazomuwana.
*********
Makadini veTishamwaridzane? Ndotsvagawo shamwari yechirume ine makore 50 zvichikwira. Ini ndine makore 40 nevana 2 vane misha yavo. Vandifarira ndibatei pa0784 010 622.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 23 uye ndinotsvagawo mukomana ari pachokwadi ave kuda zvemba nhamba dzangu 0785 278 308.
*********
Makadiiko? Ndiri mukomana ane makore 27, ndinotsvagawo musikana wekushamwaridzana naye. Ndatenda, nhare yangu 0714 729 425.
*********
Makadini zvenyu? Ini ndine makore 25, ndinotsvakawo musikana akanaka ane makore 18 kusvika 22. Kana pane andida anondibata pa0715 481 745, ndiri kuBulawayo.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 42, ndine vana 2 uye ndinoita zvemining nefarming irrigation. Ndinotsvagawo mudzimai anofarirawo mabasa angu andinoita anonamata ane makore 30 kusvika 40. Ngaave ane rudo ari negative asi veMasvingo kwete. Vanoda tumirai sms pa0716 256 257 nekuti kwandinoshandira network inonetsa.
*********
Ndiri mukomana ane makore 27, ndinotsvakawo musikana ane makore 18 kusvika 21 ave kuda zvemba, anonamata uye ari pachokwadi. Asina chirwere nhamba dzangu 0716 065 996.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 24 nemwana 1, ndinotsvaga murume ane makore 28 kusvika 34. Ngaave ari pamushonga, nhare dzangu 0713 439 603.
*********
Ndiri mukomana ane makore 28, ndinotsvaga musikana anoda kuroorwa ane makore 25 zvichidzika asiri pamushonga. Nhare yangu 0777 729 252.
*********
Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 27, ndotsvakawo mukadzi ari pachokwadi asiri pamushonga. Ndobatika pa0785 537 170.
*********
Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 40 nevana vaviri. Ndinotsvagawo murume wekuroorana naye ane makore 42 kusvika 48 ane vana vaviri kana vatatu uye anonamata. Vakasununguka ndibatei pa0771 122 070.
*********
Makadini? Ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 20. Nhare yangu 0777 618 184.
*********
Ndine makore 19, ndodawo musikana ane makore 18 – 19, akanaka. Ndoshanda anoda ngaandibate pa0774 125 899.
*********
Ndiri murume ane makore makumi matatu nematatu. Ndiri kutsvagawo mukadzi wekuroora ari pakati pemakore 25 kusvika 30. Nhare yangu 0785 922 028.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 41 ekuberekwa nevana vatatu. Ndodawo mukadzi wekugara naye, anoda zvemba uye anoziva Mwari. Vanoda ndibatei pa0774 364 502.
*********
Ndiri mukomana ane makore 23, ndinotsvagawo musikana ane makore 20 zvichidzika. Ndinozvishandira uye ndowanikwa pa0777 909 551. Zvimwe totaura.
*********
Ndiri murume ane makore 36, ndinotsvagawo mukadzi wekushamwaridzana naye ane makore 18 zvichikwira. Nhare yangu 0716 339 112.
*********
Ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvagawo musikana wokuroora ane makore 23 – 22. Nhamba dzangu 0779 170 043.
*********
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 35 uye ndiri pamushonga. Ndotsvakawo mukadzi wekuroora ane makore 25 – 30, andida ngaandibate pa0784 798 070.
*********
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri musikana mutsvuku ane makore 21 uye ndinotsvagawo mukomana akanaka pachiso nemwoyo. Ngaave anoshanda anoda zveimba nenzira yemuchato, akati rebei nekuti ini ndiri murefu. Ndinoda ari muHarare, varume vevanhu ndapota handidi. Ari pachokwadi ndibate pa0785 476 219.
*********
Ndiri murume ane makore 35 nevana vatatu, ndinotsvagawo mukadzi ane makore 33 zvichidzika. Ngaave ane vana ari HIV negative, andifarira anondibata pa0785 264 764 chero nguva.
*********
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 20, ndinotsvagawo musikana ane makore 19 – 24. Nhamba dzangu 0713 336 943.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 37, ndinodawo musikana ari pamushonga asingataridze. Ndibatei pa0772 940 346.
*********
Makadini veTishamwaridzane? Ndiri mukadzi ane makore 24 nemwana mumwe chete uye ndinotsvagawo murume ane makore 30 kusvika 40 ane vana vaviri kana 1. Ngaave asiri pamushonga uye anoshanda, vakaroora musaedza zvenyu. Andifarira anondibata pa0784 726 942.
*********
Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 32 nemwana 1 uye ndinodawo mukadzi kana asati ambowanikwa. Anoda zvemusha ngaandibate pa0782 829 776 totaura.
*********
Ini ndiri mukadzi ane makore 21 nevana vaviri uye ndinotsvagawo murume anondiroora ane vana vakewo. Nhare yangu 0714 317 155.
*********
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 38 nevana 2 uye ndogara muHarare. Ndinoda murume ari serious ane makore 39 – 46 asina mukadzi uye ari HIV negative. Ndibatei pa0782 387 571.
*********
Makadii? Ndiri kutsvagawo mudzimai wekuroora ane mwana 1 kana asina uye asiri pamushonga. Ndinoda ane makore 18 kusvika 26. Akanakawo seni ngaandibate pa0774 317 741.
*********
Ndiri mukadzi ane makore 26, ndinodawo murume ane makore 30 kusvika 38 anoshanda. Ndine vana vatatu, ndinotsvakawo murume ane status iri negative. Ari pachokwadi ngaandibate pa0716 831 861.
*********
Ndiri murume ane makore 30, ndinotsvagawo musikana wekuroora. Ndinozvishandira ndinogara pamba pedu uye ndinodawo ane makore 18 kusvika 20. Nhare yangu 0774 408 120.
*********
Ndiri mukadzi ane makore 40, ndotsvaka murume ane makore 45-56 ari HIV negative. Anonamata ngaandibate pa0782 287 349.
*********
Makadii zvenyu veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27, ndinotsvagawo musikana ari pachokwadi anoenda kumasowe. Andifarira ngaandibate pa0773 199 075.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 26 nemwana 1, ndotsvagawo musikana ane makore 18 – 21. Ngaave ari pachokwadi, ndanzwa nekusangana nematsotsi. Ndinoda akanaka uye akagezeka. Nhamba yangu 0785 271 115.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 26 ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 24 anoda kunotorwa ropa. Ndinoshanda, handidi matsotsi. Nhamba yangu 0783 822 752.
*********
Ndiri mukadzi ane makore 21, ndinotsvagawo murume ane makore 22 kusvika 30. Zvakawanda tinozotaura, ndobatika pa0774 221 904.
*********
Ndinotenda nechirongwa chenyu. Ndiri murume ane makore 33, ndoda musikana ane makore 19 kusvika 26 ari HIV negative. Ndinoda asingashande, ini handishande uye vanoda mari sudurukai. Nhare yangu 0778 782 054.
*********
Ndiri murume ane makore 37, ndinotsvagawo mukadzi anoda zvemba ane makore 25 – 35 ari pachokwadi uye asiri pamushonga. Nhare yangu 0776 167 148.
*********
Makadini? Ndiri mukadzi ane makore 30, ndinotsvagawo murume ane makore 32-40 ari pamushonga. Nhamba dzangu dzinoti 0771 500 667.
*********
Makadii zvenyu veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 45 nevana 2. Ndiri pamushonga uye ndinotsvagawo murume ari pamushonga. Ngaave akafirwa seni, andifarira ngaandibate pa0772 424 362.
*********
VeKwayedza ndakambonyorera ndikangosangana nevanoda kutamba nechirongwa chino. Ndiri mukadzi ane makore 37, ndoda murume ane makore 45-55.
Ndobatika pa0782 688 238.
*********
Ndinodawo musikana ane makore 18-23 mupfupi akasimba uye ane magadziko.
Ngaave ane hutano hwakanaka nekuti hwanguwo hwakanaka. Nhare yangu 0773 723 599.
*********
Makadini? Ndiri mukadzi ane makore 39, HIV positive uye ndodawo murume ari positive. Nhare yangu 0771 325 024.
*********
Makadini veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 38 nevana 2 ndotsvagawo murume wekufambidzana naye ane makore 40 kusvika 45 asiri pamushonga. Nhamba dzenhare 0776 369 094.
*********
Ndiri murume ane makore 46, ndinoda mukadzi anoshanda uye anonamata. Ini handishandi, nhamba dzangu 0782 458 488.
*********
Makadii henyu? Ndiri mudzidzisi ane makore 30. Ndinotsvakawo musikana wokuroora ane makore 18 kusvika 25.
Runhare rwangu 0775 751 037.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>