
Kwayedza

Muchaneta Chimuka
MADORA kudya kune utano sezvo tichiwana mapuroteni akawanda kubva maari uye anotora nguva refu asina kuipa.
Svondo rino tiri kukangirwa madora naSarudzai Mawonde wekuBuhera.
Zvinodiwa:
Madora, munyu, mafuta, hanyanisi nematomatisi
Mabikiro:
Fashaidza mvura yakati wandei wonyika madora ako.
Izvi zvinoitirwa kuti apfave nekuti abve tsvina yese.
Mushure memaminitsi gumi, chinyurura madora iwayo woageza kusvika achena.
Isa mafuta mupani wokanda madora uchiakanga.
Kanda munyu wakaringana, kana atsvukira wochekerera hanyanisi.
Chekerera matomatisi uka...
Please subscribe to view this content.