NHAU DZEKUMATARE

7 years ago | May 5, 2017

Tsotsi dzvi richiba zvipikiri

Muchaneta Chimuka — MURUME wekwaSeke akanyara mudare zvekushaya pekupinda apo akakonwa nemhosva yekuba zvipikiri ...

‘Mai mwana muri pfambi’

— ‘Kupiko, une shanje dzinobvira moto’ Lizzy Mushoriwa — VANHU vaive mudare vakakahadzika apo mumwe murume ...

‘Inini kuchengeta mwana, waani?’

Gamuchirai Muzanenhamu — MURUME wekuendeswa kudare neaimbove mukadzi wake nenyaya yemendenenzi akatsika madziro ...

$600 yekuchengeta mwana mumwe

Gamuchirai Muzanenhamu — SAMUSHA vekuendeswa kudare neaimbova mudzimai wavo achida kuti vabvise $600 yekuchengeta ...

Akanyn’udzwa muzvikwereti

Gamuchirai Muzanenhamu — MUMWE murume anoti akagurwa kunorira neaimbova mudzimai wake uyo akamusiira zvikwereti ...

7 years ago | April 28, 2017

‘Wakandimitisa ndiri pachikoro’

Lizzy Mushoriwa — MUSIKANA wekumitiswa asati apedza chikoro akazopotera kudare redzimhosva achida kupihwa mari ...

‘Nditoriwo murombo, ndinotochengetwawo’

Gamuchirai Muzanenhamu — MURUME wekuzama kunzvenga kubhadhara mari yekuchengeta mwana wake achizviti murombo ...

‘Wakatotenga mombe nemari yemendenenzi’

Lizzy Mushoriwa — SAMUSHA vekuendeswa kudare neaimbova mukadzi wavo achida kuti mari yemendenenzi yavari kubvisa ...

Kugamuchirika sekodzero yakakosha kwevanhu vakaremara

Isabel Palasida — APO bazi reutano nekurerwa kwevana rakatanga chirongwa chekuti vanhu vaongororwe chirwere ...

Vakasungirwa kuitisana nharo

Muchaneta Chimuka — VARUME vaviri vekuChitungwiza, avo vakange vari kupomerwa mhosva yekutuka mupurisa mushure ...

Zvimbokoma zvemagadhi

Muchaneta Chimuka — BONGOZOZO pakati pevarume vaviri vanoshanda sevarindi (magadhi) vemakambani akasiyana ...

7 years ago | April 21, 2017

Makore 5 mujeri aba mota

Muchaneta Chimuka — MURUME wekuChitungwiza akadzidza kuti humbavha hauna chimuko zvichitevera kubatwa kwaakaitwa ...

$5 yekuchengeta mwana

Lizzy Mushoriwa — MUMWE murume akashamisa vanhu vaive mudare apo akati anokwanisa kubhadhara mendenenzi ye$5 ...

7 years ago | April 14, 2017

‘Minyatso yangu yaiswinya’

Muchaneta Chimuka — MUDZIMAI wekwaSeke, uyo ari kurarama neutachiona hweHIV, akabatwa nemhosva nedare reko ...

7 years ago | April 7, 2017

Kushungurudzwa nenzira yebonde

Geraldine Nyaku — NDINORANGARIRA makore mashoma adarika apo ndaienda kuchikoro ndainzwa vamwe varume vachidaidzira ...

7 years ago | March 31, 2017

‘Murume wangu anondinwa ropa’

Kingstone Mapupu — MUKADZI ane bhizimisi mumusha weArdbennie, muHarare, anoti murume wake “chibaba” chaicho ...

Mapurisa voferefeta n’anga

Kingstone Mapupu — MAPURISA anoti ari kuferefeta nyaya yen’anga ine mukurumbira yekuMudzi, mudunhu reMashonaland ...

7 years ago | March 24, 2017

Oda $300 kuna mugaisi

Tafadzwa Mutsotso — MURUME anoshanda samugaisi, uyo wekudhonzerwa kumatare nemukadzi wake achida $300 pamwedzi ...

Haatendere mukadzi foni

Tafadzwa Mutsotso VANHU vaive mudare vakasara vasina neremuromo zvichitevera nyaya yemumwe mukadzi anoti murume wake ...

Mwana akaenda muromo parutivi

Tafadzwa Mutsotso — MUDZIMAI wekuHonde Valley, kuManicaland, anoti anorwadziwa zvikuru nekunangwa huroyi kwaari ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey