Simba Gotosa naRonnie Chigombe —MUNGUVA vapfupi yapfuura varimi vakakwanisa kuuya nehuwandu hwavo kumagungano ...
HUWANDU hwevanhukadzi vakatengesa fodya yavo kumisika yakasiyana mwaka uno hwakawedzera nechikamu che57 percent kana ...
Malven Mugadzikwa — VARIMI vokurudzirwa kuti vasaite chikiribidi chekuendesa zvirimwa zvavanenge vatenga ...
Kingstone Mapupu — CHIRIMWA chitsva cheruninga icho chinonzi hachidi zvakawanda pakurima uye chinopa mari zhinji ...
Buhle Nkomo — KETIE Chapata (43), uyo anove murimi wekumapurazi madiki neari pakati nepakati kuOdzi, kudunhu ...
Muchaneta Chimuka — KAMBANI ine mukurumbira wekuuchika mbeu yemiriwo yakasiyana yePrime Seed Co yodzidzisa zviuru ...
Buhle Nkomo “Ndine hurongwa hwekutenga sitendi kuMarondera ndigovaka imba yandagara ndichishuvira uye ndichatenga ...
Muchaneta Chimuka VARIMI vokurudzirwa kuchengetedza goho rezvirimwa zvavo sezvo vanogona kurasikirwa nechikamu che30 ...
Muchaneta Chimuka KAMBANI yeSyngenta iri kubatsira zvikuru varimi vadiki kuti vange vachipunduka mubasa ravo nezvirimwa ...
— Vanoshandisa munyu, masaga — ‘Tingadii, isu tisina mishonga?’ Muchaneta Chimuka — VARIMI vekuGokwe ...
Buhle Nkomo — MVURA inonaya dzimwe nguva inenge iine chivhuramabwe nemupande wemheni uye zvose izvi ...
Muchaneta Chimuka — VARIMI vekuGokwe votenda zvikuru Hurumende nekuvagadzirira kwayakaita mizinda iri pedyo navo ...
Muchaneta Chimuka — VARIMI vanosvika 1 000 vekuGokwe, kudunhu reMidlands vopunduka kuburikidza nekurima mhiripiri ...
Buhle Nkomo — “Pandakada kuve murimi wefodya, ndakasiya basa rangu randaiita ndokubva ndave murimi akazara,” ...
Buhle Nkomo — “MURUME wangu akarasikirwa nebasa rake apo aishanda semubatsiri pane imwe kambani yakazovhara ...
Muchaneta Chimuka — NHENGO dzekomiti yedare reParamende inoona nezvekurima uye kusimudzirwa kwemadiridziro svondo ...
Yvonne Mutava — TUPUKANANA twakasiyana – kusanganisira makonye netumwe tunozivikanwa nekuti cigarette ...
Tandayi Motsi — SANGANO rakazvimirira reZimbabwe FreeRange Poultry Producers Association (ZERPA) rosimudzira ...
Muchaneta Chimuka — SANGANO reEnvironmental Africa svondo rapera pamberi rakapa varimi vekuGuruve kuMashonaland ...
MUDZIMAI wangu paakauya pano, nzvimbo ino yakange riri sango chairo. Takatumidza nzvimbo ino zita rekuti Matovanyika ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>