Ray Bande CHIDHOMA kana kuti chipoko chinonzi chanetsa vagari vekuNyanyadzi, kuChimanimani, uko kwachiri kuonekwa ...
Kingstone Mapupu INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa iri kuMbare Musika nekuLusaka Farmers Market, kuHighfield, ...
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) anoti ari kutsvaga hama dzemurume akafa mushure mekusvetuka ...
Kingstone Mapupu MURUME wekuGokwe anonzi akapondwa nevazukuru vake vaviri vakange vachangoburitswa mujeri apo ...
Phillipa Mukome Chinhoi MUMWE murume akaendesa mwanakomana wake kudare achiti haadi kuti amuudze mashandisiro ...
Mashudu Mambo MURUME wekuBulawayo akamiswa mudare reko nemhosva yekuba bhegi (handbag) remukadzi waanoroja naye paimba ...
Kingstone Mapupu NYAYA yemukadzi anogara kuJ. Moyo Belapezi, kuEpworth — uyo ari kuzvimba dumbu uye achimbosanduka mimwe ...
Muchaneta Chimuka MWANA mukomana ane makore ekuzvarwa asati azivikanwa anonzi akatsika murume ane makore 52 ekuberekwa ...
PREMIUM Please subscribe to view this content.
Tandayi Motsi HURUMENDE yeSecond Republic yakazvipira kusimudzira mashandiro akanaka evatori venhau izvo zviri kuona ...
Theseus Shambare VANHU vanoba hove munzvimbo dzadzinochengetwa, idzo dzinosanganisira kumapurazi, vanofanira kukandwa ...
Abel Ndooka MURAIRIDZI weChicken Inn – Joey “Mafero” Antipas – anoti zvakakosha kuti zvikwata zvenhabvu zvinokwikwidza ...
Abel Ndooka CHIKWATA checricket chemaChevrons chakaenda kuBangladesh uko chichanotamba nemaTigers ekunyika iyi mumitambo ...
Abel Ndooka KUCHANGE kusingadanwe anonzwa svondo rino nemusi weMugovera kuGrange, muHarare apo ruzhinji rweZimbabwe ...
Kingstone Mapupu MURUME anogara kuMagada, kuEpworth – uyo ainyepera kuti in’anga achibira veruzhinji mari ...
Muchaneta Chimuka MUGORE ra2021, zvakaonekwa kuti chikamu che24 percent chevana munyika yose vakatadza kudzokera ...
Muchaneta Chimuka HURUMENDE iri kutsigira zvirongwa zviri maringe nekurwiswa kutorwa kwezvinodhaka munyika uye nguva ...
Phillipa Mukome Chinhoi CHEMBERE yemuHarare yakanyunyuta mudare mushure mekuraswa kwechikumbiro chayo chekupihwa gwaro ...
Phillipa Mukome Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare anoti vamwene vake vanofanirwa kubva pamba pake sezvo vachigara vachimutuka ...
Raymond Jaravaza SABHUKU webhuku raMatetsi, kudunhu reMatabeleland North, akatiza musha achiti aimbove mudzimai wake ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey